A-LEVEL — PAFUNGE: Winnie indonda
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 7 (Nyaya yacho) Mukadzi uya wekunzi naAnnatoria kana mwana wake asingamudi ngaarege afe ndivo amai vaWinnie avo vaibva kumba kusingadyiwi kuchigutwa. Winnie wacho haazofi zvake asi anokura…
O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Monika anorwara zvekupotsa afa
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho) Kushanduka kwemamiriro ekunze nezvinoitika munyika zvinounza rufaro rwaimbenge rwuchishaikwa kuvanhu, mhuka nezvimwe zvisikwa zvakawanda asi Monika chete haawani rufaro urwu. Mai vake vaizviona, nyika…
GRADE 7: Kushandisa zvirahwe
Ticha Danga CHIRAHWE chinoti, “Tsotso munzira tsotso musango” chinodudza mafambiro anoitwa nembwa kana muri parwendo. Inoti fambe fambe iri munzira yombobuda yodzoka zvakare munzira. Zvinobva zvaratidza kudzama kwakaita zvirahwe mumutauro…
Kuzviongorora hiv pachako: Ngatizeyei nhau iyi
TINOZIVA kuti munhu anogona kuzviongorora kuti ava nepamuviri here ari oga. Chinodiwa apa kutenga kamudziyo kadiki-diki ako kanoita dhora kana faifi bhobho kubva kufamasi woisa weti pakapepa aka. Kune mhando…
‘Ipai vana nemadzimai kudya kunovaka muviri’
Daphne Machiri SANGANO reUnited States Agency for International Development (USAID) rinoti zvakakosha kuti vanhukadzi nevana vawaniswe kudya kwakakwana uye kunovaka muviri. Vachitaura svondo rapera muhurukuro yavakaita nevatori venhau, VaThemba Nduna, avo…
Ndiko kufira mahara
MAKADII tete? Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa. Dambudziko rangu riri pavabereki vangu. Mumhuri medu tiri vakomana vaviri nevasikana vaviri, ini ndiri dangwe uye tigere mudhorobha umo matiine imba yedu.…
Chosiya huyo, chokuya nei?
VAMWE vakasadaro kuti “chosiya huyo, chokuya nei”, vanotaura dimikira rinozivikanwa navazhinji: “Mbudzi kudya mufenje hufana nyina”. Musi wa31 Kurume, icho Chipiri chadarika ichi, pepanhau reSouthern Eye rakabuda riine zimusorobhangu chairo:…
Zororo kufara, kwete njodzi
WASVIKA zvakare mwaka wezororo. Kutanga svondo rino, takatanga nezororo revana vechikoro. Vanodzidza kuzvikoro zvebhodhin’i vakadzoka zororo reEaster rinotanga musi wa3 Kubvumbi risati ratanga. Kuvharwa kwezvikoro temu yokutanga gore rino kwakabatana
LATEST: At Least 70 Dead As Hostages Taken At Kenyan College
(SKY NEWS) Hostages have been taken by masked terrorists who have killed at least 70 people after storming a university in eastern Kenya, the country’s interior minister said.
Shuwa here kuwachisa Mwari?
INI handidi kusekerera mimba yembwa seinokamwa mukaka. Uye, jee ijee zvaro, asi dzihwa harigochwe. KuAmerica havasi kudzokera kumashure pakurova Mwari marambakutya. Vari kuona Mwari akanyarara zvake vofunga kuti ave mufesi…




