HIV immunity trials for Zim
Paidamoyo Chipunza Harare Bureau GROUND-BREAKING trials on a new HIV vaccine researchers believe can strengthen the human immune system against infection will begin in Zimbabwe in October.
SPEND IT LIKE ZINARA
Bosses take $9k monthly for ‘holiday’ $140,000 vehicle loans for executives
Ofemeswa nechikwama cheraki
MURUME wekuEpworth, muHarare, ari kuita “kuimba” chaiko achibuda pachena kuti atambura nemazwi aanonzwa munzveve dzake asi pasina vanhu vanenge vachitaura naye zvichitevera kurasa kwaakaita chikwama chaakapihwa
Amai vakagumbuka . . .Vanorovera zamu pamuhacha… Kana kukamira mukaka pasi
PACHIVANHU zvinonzi kana mwana akatsamwisa kana kushungurudza vabereki vake zvekusvika pakugunun’una, zvinopa mwana iyeyo rushambwa kana kuti munyama.
hatidi kurohwa: vana…‘Vadzidzisi zivai pamunogumira’
VANA vechikoro vanoti havadi kurohwa nevarairidzi kana vakuru vezvikoro nekuti dzimwe nhengo dzavari kurohwa sekumagadziko hadzikodzeri.
Shoo yeMarondera yorongwa
ACHANGE ari makuwerere kudunhu reMarondera nguva iri kutevera apo varimi vechidzimai vanenge vachiratidzira zvirimwa pamwe nezvigadzirwa zvavo zvemabasa emawoko pashoo yeMarondera Rural District Show
‘Ndinobhurwa nemukadzi’
Memory Lemani MURUME anogara achizvindikitwa nemudzimai wake pamberi pevana vavo akazonopotera kudare mushure mekunge adzingwa pamba.
‘Dziviriro ndiwo mushonga mukuru’
Catherine Murombedzi DZIVIRIRA mwana wako kubva muutachiona hweHIV. Izvi zvinokwanisika kunyangwe amai vaine utachiona hweHIV mwana anogona kuzvarwa asina. Asi zvinogonekwa chete kana amai vakazvitakura vaongororwa ropa.
Pakuvhara gedhi . . . DeMbare iri pamberi
ACHANGE ari makuwerere svondo rino kunhandare dzakasiyana apo zvikwata zvose zvinokwikwidza muCastle Lager Premier Soccer League zvichitatsurana.
Makumbe, Chigwida vakarikitwa kusa
VATAMBI vetsiva vemuno vanoti Diana Makumbe naTawanda Chigwida vose vakakundwa svondo radarika mumitambo yavo yehushamwari iyo yavakakwikwidza kuSouth Africa.











