Mudzimai akatema murume nechidhinha akafa kuMberengwa
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuMberengwa ari kufeya nyaya yemudzimai akaponda murume wake nekumutema nechidhinha. Nyaya iyi inonzi yakaitika usiku kwaSabhuku Mnandi, mudunhu raMambo Chizungu, kuMberengwa, nguva pfupi…
Vezvinodhaka vasungwa kwaChivi
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuMasvingo akazivisa danho guru raakatora mukurwisa kutorwa kwezvinodhaka apo akasunga nhubu dzaishanda nezvinodhaka kwaChivi nguva pfupi yadarika. Pamusoro pezvo vakawana zvinodhaka zvakasiyana-siyana muchiitiko…
Mwanakomana oshungurudza baba vake (91) achida kuvadzinga pamba
Tendai Vambe MURUME ane makore 91 okuberekwa akapiwa gwaro rekumudzivirira kubva kumhirizhonga inokonzerwa nemwanakomana wake, waakapomera mhosva dzekumushungurudza, kumurova, pamwe nekutyisidzira kumudzinga pamba pake. Nyaya iyi yakanzwikwa muMutare Civil Court,…
Murimi wekuGoromonzi oita purofiti inodarika US$250 pagoho roga roga
Muchaneta Chimuka VARIMI vane chitsama nevadzidzi vekumakoreji ezvekurima nomusi weChitatu vakashanyira purazi remumwe murume wekuArcturus, mudunhu reGoromonzi, uyo ari kuita mashura nezviratidzo mukurima hanyanisi, madomasi, makarotsi, nyemba, mbatatisi nezvimwe. Vanhu…
President Mnangagwa vochema Chivayo, mudzimai wake nevamwe vatatu
Munyori weKwayedza Mutungamiri wenyika President Mnangagwa varatidza kuvhunduka kukuru pamwe nekusuwa zvichitevera kufa kwamuzvinabhizimusi Wicknell Chivayo, mudzimai wake Lucy Muteke nevamwe vanhu vatatu mutsaona yechikopokopo kuMarondera nezuro. Mumashoko enyaradzo, President…
Chiremba wemanyepo akavhiya munhu pahuro akafa
NaArron Nyamayaro MUMWE chiremba wemanyepo anonzi akakonzeresa kufa kwemumwe mukadzi mushure mekumuvhiya pahuro zvisiri pamutemo vari pane imwe imba kwaSeke. Mapurisa anoti Douglas Mutore, wekuChitungwiza, akaenda kuna Muzvare Magret Gwamura…
Akazviuraya adyiwa neKandege
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuGokwe, mudunhu reMidlands, akazivisa nezvemurume wechidiki anonzi akazviuraya nekunwa muchetura mushure mekudyiwa mari yebasa nenjuga yeKandege. Kuzivakwashe Gava (22) — uyo aibva kwaSabhuku…
Mwanasikana onetswa nengozi yemutorwa
Kingstone Mapupu MWANASIKANA ane makore 17 weimwe mhuri inobva kwaSabhuku Kufa, kwaMambo Chiduku, kwaRusape, anoti ashungurudzwa nengozi yemutorwa inosvika paari. Tanatswa (kwete zita rake chairo) anoti ngozi inosvika paari iyi…
Mukana wekuenda kuAFCON uripo: Vatsigiri
Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti chikwata chenyika chenhabvu chemaWarriors chichine mukana wakakura wekuenda kumutambo weTotal Energies 2027 Africa Cup of Nations, kunyangwe zvazvo chakakundwa neDemocratic Republic of Congo (DRC) nomusi…
Mwanakomana pfacha pamba mushure mokunge ‘avigwa’
Abel Ndooka MHURI yekuShamva, kuMashonaland Central, yakaoma mate mukanwa apo mwanakomana wavo wavaifungidzira kuti ndiye wavainge vaviga kumarinda ekuBindura akaerekana ati pfacha pamba. Chiitiko ichi chakasiya mhuri yekwaKachirekwa, iyo inogara…











