Kudya marasha zvose nedota racho
naIgnatius Mabasa —CHIKRISTU sezvatinochiziva chatama, chaburitsa property panze zvekuti kana pakazouya vanochitsvaga vanonzwa kuti hachichagara pano. Pamwe ndicho chimwe chezvikonzero zvinoita kuti tiyambirwe kuti, “Tsvagai Jehovha achawanikwa.”

