Zvinoitwa nevatambi
Munyaradzi Gunduza — 15. NDEZVIPI zvinoitwa nevatambi vanotevera zvinoita kuti nyaya iri muna Dare Retariro ifambire mberi? (a) Muchaneta (b) Moses (c) Sabhuku Sango (d) Mavis (e) VaSigauke. [25]
Opikira kuyamwisa mwana asiri wake
Muchaneta Chimuka — MUSIKANA wekuChitungwiza uyo akayamwisa mwana wemukadzi waanoshandira achiti iyi yaive nzira yekumunyararidza akaigochera pahutsi zvichitevera kutongerwa kwaakaitwa nedare reko kugara mujeri kwemwedzi 30 izere.
‘Handina hiv ini’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekupfimba musikana ndokurambwa ava kuchema-chema achiti chimhandara ichi chiri kufamba chichitaurira vanhu kuti akamuramba nekuti ane HIV, izvo zvaanoti zvava kumurwadza sezvo asina utachiona uhu.
Zvanotuma vatema kurwisa mabhunu
Munyaradzi Gunduza — ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena:
Administrators attend three-day Zifa course
Allen Khumalo, Sports Reporter OVER 30 football administrators are attending a three-day Zifa administration course that started yesterday at Homestead Conference Centre in Bulawayo.
Chichemo chekuvandudzwa kwemitemo
— Yemidziyo nedzimba muwanano Fourie Revai — NYAYA yekodzero yemidziyo yewanano yave nenguva yakareba ichitaurika.
Zvakakosha kuchengetedza goho
Muchaneta Chimuka — NYANZVI dzezvekurima dzinoti zvakakosha kuti varimi vachengetedze goho ravo sezvo vachikwanisa kurasikirwa nechikamu che20 percent chegoho iri kana rikasachengetedzwa zvakanaka.
Youth sets up IT solutions company
Kiyapili Sibanda, Business Reporter A 20-YEAR-OLD Bulawayo young entrepreneur has defied the odds by setting up an information technology (IT) solutions company that promises to transform business operations.
Madzikirira chinombova chii?
MUBVUNZO: Nhai sekuru, chinombonzi madzikirira chii? Zvinenge zvichifamba sei kuti zviitike? Anokonzerwa nei? Madzikirira anodzingika here? Nekuti ini madzikirira angu haasi kupera.
Vatyairi vofamba nyore neEcoCash
Tandayi Motsi — KAMBANI yeEconet Wireless Zimbabwe yakabatana neZimbabwe National Road Administration (Zinara) muchirongwa chekubatsira vatyairi vedzimotokari kuti vakwanise kubhadhara mari yematollgates zviri nyore vachishandisa EcoCash.

