Zim Leopard on track for top-four finish

Ricky Zililo, Senior Sports Reporter AMBITIOUS Zim Leopards kept their hopes of a top four finish by hammering campaigners Black Boots 3-1 on Wednesday.

English clubs ‘narrowing the gap’ in Champions’ League

ENGLISH clubs are “narrowing the gap” on Europe’s elite in the Champions League, says ex-Manchester United defender Phil Neville.

Gonye reTuta mumadomasi

Elizabeth Benjamin — PRIME Seed Co ikambani inotengesa mbeu dzemiriwo (vegetables) dzakasiyana-siyana pamwe chete nembeu dzemafuro ezvipfuyo.

Zimpapers yobatsira kurwisa Cancer

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeZimpapers Group, yakabatana nesangano reIsland Hospice, ichaita mitambo yekufamba kwemakiromita mashanu (Power Walk for Cancer) senzira yekurwisa kupararira kwegomarara nekupa veruzhinji chenjedzo pamusoro

N’anga yeZpc Kariba … ‘Kana aripo havadyiwe’

Given Siakanoka ari kuKARIBA — MUTSIGIRI mukuru wechikwata chenhabvu cheZPC Kariba svondo rapera akakonzeresa kunhandare yeNyamhunga Stadium, kuKariba apo paitamba chikwata chake necheDynamos apo akapfugama kuseri kwegedhi raive nemubati weDeMbare

‘Isai macctv muzvikoro’ … l ‘Makamera anoita kuti maticha ashande’

Tandayi Motsi naMuchaneta Chimuka — VABEREKI pamwe nevana vechikoro vari kupembedza chirongwa chekuiswa kwemakamera emhando yeClosed Circuit Television (CCTV) mu- zvikoro kuitira kuti zvose zvinenge zvichiitika pakudzidziswa kwevana zvinge zvichionekwa…

Matumbu akasangana nemaguru

USAVI hwematumbu akasanganiswa nemaguru emombe kana embudzi kudya kwakabvira pasichigare uye kunonaka zvikuru pamwe nekuvaka muviri.

Omera sora, huswa. . . achibuda waya

Cloudy Mombe ari kuKAROI — MASHURA ari kuitika pamusikana wekuMagunje, kuHurungwe anopedza mate mukanwa — anomera sora nehuswa achibuda waya mumakumbo ake, umo munozodzidziuka mazironda anomurwadza zvikuru.

Cancer: Vhenekwa nguva ichiripo

CHIRWERE chegomarara (cancer) chiri kushungurudza vanhu vakawanda munyika muno, vangave vanhurume kana vanhukadzi.

Sando kunaMapupu: Zinatha

Muchaneta Chimuka — MUNYORI weKwayedza —Kingstone Mapupu — svondo rapera akatora mubairo mukuru wekugona kunyora nyaya dzetsika nechivanhu, weTraditional and Cultural Reporter of the Decade mumakwikwi akarongwa nesangano reZimbabwe National

×