Rise in occupancy level lifts AfSun’s F17
Africa Moyo African Sun Limited has recorded a 19 percent growth in revenue to $51,83 million for the year ended December 31, 2017, spurred by a jump in occupancy levels.
Can innovation hubs jump start economy?
Clive Mphambela This week saw the joint launch of the Zimbabwe ICT Policy and the Innovation Fund by the Ministry of Information and Communication Technology and Cyber Security. This is a
Command Agriculture yorumbidzwa
Kingstone Mapupu HURUMENDE yorumbidzwa zvikuru nekuda kwechirongwa cheCommand Agriculture chekubatsira varimi nezvekushandisa izvo zviri kuita kuti Zimbabwe ive nemaguta.
Maporofita nen’anga chikuruku manyanya
MAZUVA ano maporofita nen’anga vawandisa zvekuti hazvishamise kunzwa kuti munzvimbo diki-diki munogona kuita zvikwata zvemaporofita kana n’anga makumi maviri. Izvi zvinopa mubvunzo wekuti vose ava vari pachokwadi here? Asi kana…
Ngatirekete ngezvipoko
REKETE CHINDAU: ISHMAIL PENYAI NDAUWE ndauwe! Tinode kubonga Marure ngemvura iri kunaya mazuwano. Kunyazi mumunda mwakhona amuzi kuzohamba kahle asi mvura inondodiwa kuitire pfuma yedu nekuti mikowa yedu iyi isaphwa.
Ngwarira Fesibhuku!
Munyaradzi Gunduza NYORA zvidzidzo, zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25] Chidzidzo chekutanga chandakawana muna Kereke Inofa ndechekuti rina manyanga hariputirwe mumushunje. Izvi zvinojekeswa naPastor Mwenje…
Ndotsvagawo murume wekuwadzana naye ane makore 39 – 45
MAKADII? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana vatatu, ndinotsvagawo murume anodawo zvemba uye anoda kuti tinoongororwa ropa pamwe chete. Ndinoda ane makore 44 zvichienda mberi. Ngaave anoziva Mwari, achinamata. Ndakambonyorera…
Manchester City will never sign Messi from Barcelona
MANCHESTER City will NEVER sign Barcelona ace Lionel Messi, admits Citizens chief executive Ferran Soriano.
CBZ FY profit jumps 17pc
Kudakwashe Mhundwa HARARE – Listed financial services provider CBZ Holdings posted an after tax profit of $27, 8 million for the year to December 31, 2017, a 17 percent rise…


