Mutupo: Gwai Gumbi

Maita Gwai, Chinhove changu chichi, Vane chuma chisingaverengwi, Vakatorerwa umambo namabvakure, Isu hanzvadzi tikashaya, Vane imba yakazvarwa muRungu. Maita Hwai yangu yiyi, Ikachema kunofa dangwe, Ukaidya unopera mazino. Maita vokwaChinhove…

Bembera Padare: Gomo risina hukwiriko

naWedzerai Nhemachena NZVIMBO zhinji dzemuZimbabwe dzine makomo akasiyana mukukosha nekukura kwawo. Vafudzi vemombe kana vavhimi vanoshuwira kuona kuti imo mugomo macho munombova nechii chaizvo, asi vamwewo vanoshuwira kuti kana vakasvika…

Zvinodiwa kana uchibva kuSA

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti nechinangwa chekuti pave nekufambiswa zvakanaka kwebasa kumuganhu weBeitbridge Border Post panyaya dzezvizvarwa zvemuno zvinenge zvichibva kuSouth Africa panguva ino yekurwisa kupararira kweCovid-19, hofisi inomirira Zimbabwe kunyika…

Mhuri yochema neCovid

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki nemudzimai wake vanogara kuWaterfalls, muguta reHarare – avo vakaropafadzwa nevana 4 panguva imwe chete (quadruplets) makore matanhatu akadarika – vanoti varemerwa nekuchengeta mhuri yavo zvichitevera kumira…

Govt empowers IPEC to collect USD levies

Government has moved to empower the country’s insurance and pensions regulator, the Insurance and Pensions Commission (IPEC) to collect levies in foreign currency from industries and individuals.

PPC and antitrust authority settle in cement cartel case

Cement maker Pretoria Portland Cement (PPC), has reached a settlement agreement with the Competition Tribunal on the cement cartel case, bringing a matter that stretched over 12 years to an end. 

Econet partners Google to roll out high-speed broadband technology

Google’s parent company Alphabet, yesterday announced it has tapped the Econet Group as its partner to launch a new high-speed broadband technology that uses laser beams instead of fibre optic cables.

New iron company for Rushinga

A Chinese firm is exploring for iron deposits in Rushinga District in Mashonaland Central province where preliminary studies have confirmed the presence of a massive resource, an official said.

The World Bank can ‘keep their cents’ if they want to dictate SA policy

Finance Minister Tito Mboweni has vowed that policy interventions by multilateral organisations such as the World Bank will not be allowed on his watch.

Across China: Intelligent factory gives customers final say on design

A furniture manufacturing workshop in north China’s Tianjin Municipality is offering customers the chance to customise their furniture remotely using their mobile phones. They can choose colours, materials or carved patterns without ever entering a store.

×
×