MBPM resuscitation hits brick wall
Ngoni Dapira Business Correspondent PROPOSALS to resuscitate Mutare Board and Paper Mill factory has hit a brick wall, with no potential investors showing interest in the project whose recapitalisation requires…
Business calls for comprehensive parastatals audit
Business Correspondent THE business community has called for a comprehensive audit of the 10 parastatals earmarked for resuscitation in 2015 before injecting new capital.
Tourism upbeat on world ranking
Business Correspondent TOURISM and hospitality players in the Eastern Highlands have welcomed the ranking of Zimbabwe among the top 50 must visit tourist destinations in the world by the well…
‘ndine vana 2 nemukuwasha’ -‘Imi Matemai hapana wenyu apa’ -‘Ndichiri mudiki ndinoda varume’
Kingstone Mapupu “VAMWE vana vangu ndakavaita nemukuwasha!” Mashoko aya anoramba kugamuchirika sezvo patsika dzechivanhu mukuwasha naambuya vari vanhu vanofanirwa kunge vachinyarana uye kuti vasingafarise zvekusvika pakugara semurume nemudzimai. Asi kumumwe…
AFCON: NdezveAlgeria
Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere kubvira svondo rino musi weMugovera apo pachatanga mitambo yeOrange African Cup of Nations iyo ichange ichitambirwa kuEquatorial Guinea. Gore rino mitambo iyi ichange ichitambirwa kunhandare dzinoti…
‘Zanu-PF assets looted’
Senior Reporter Disgraced former Zanu-PF national secretary for administration Cde Didymus Mutasa is in the eye of a possible corruption storm as party insiders demand an audit to verify the…
Minister Chimene spot on
Shame Isaki IT is my hope that most if not all of us are now back to business after the long festive season. While many are already complaining about the…
‘Kupfuya mombe ibhizimisi chairo’
Kingstone Mapupu VARIMI vakakurudzirwa kuti vakoshese basa rekupfuya mombe semamwe mabhindauko ose ekurima nedonzvo rekusimudzira huwandu hwemombe munyika. Kurudziro iyi yakaitwa naexecutive director wesangano reZimbabwe Farmers Union VaPaul Zakariya avo vakati
Mwana akafumoonekwa ‘akadyiwa’ nemasvosve -‘Aya mabasa evaroyi’
Nyasha Mutena VAGARI vemumusha weHighfield, muHarare vakasara vaoma mate mukanwa zvichitevera rufu rwemwana ane makore manonwe ekuberekwa uyo anonzi akangofuma akafa, akamomoterwa nemasvosve kumeso kwose. Rufu rwaTakunda Marume, uyo ange onotanga…
Arsenal yokweretesa mutambi zvemwaka uno
MUTAMBI weArsenal Yaya Sanogo akatengeswa kuCrystal Palace nechikwereti kusvika mwaka uno wenhabvu wapera.






