Akafa arumwa nenyuchi 1

Daphne Machiri MURUME wekuAvondale, muHarare, akafa rufu runoshamisa apo anonzi akarumwa nenyuchi imwe chete pachigunwe nguva pfupi yadarika. David Manyowa (28), uyo aigara panhamba 28 Ridge Road, anonzi mukukura kwake…

Schools urged to upgrade

Ngoni Dapira Post Correspondent SCHOOLS have been urged to complement Government’s socio-economic turnaround blueprint, Zimbabwe Agenda for Sustainable Socio-Economic Transformation.

Early disease detection in poultry vital

Dr Shadreck Magonziwa FARMERS that have ventured into poultry have likely experienced a batch that made them regret having started the business.

Tiger Woods says he has ‘nothing to look forward to’

FORMER world number one Tiger Woods says he has “nothing to look forward to” in his recovery from back surgery. The 39-year-old 14-time major winner has not swung a golf club…

Vorwira nzira yekutsime

Nyasha Chabvonga VAMWE vavakidzani vaviri vakakatyamadza vanhu vaive mudare apo vainetsena pamusoro penzira yekunochera mvura pamwe chete negadheni. Ashel Ngwende akamhan’arira Wilson Chikanga kuHarare Civil Court achiti ari kumushungurudza. “Changamire, ini ndinogara

MAONERO EDU: President Xi, icasa: Nhasi ndezveduwo!

GORE ra2015 richapinda munhoroondo yenyika ino segore rakaitika zvinhu zvikuru zvakananga kusimudzira budiriro yeZimbabwe. Regai vechidiki vati, “Zvedu zvakabhadhara.” Kureva kuti zvinhu zviri kufamba zvakanaka. Tinodaro nekuti ndiro gore iro rakaitika…

×
×