Munhukadzi akanaka anobviswa mazino 4

Kingstone Mapupu NHOROONDO yekugurwa kwemazino epamberi evanhukadzi vechiTonga vagere kuBinga, mudunhu reMatebeleland North, inoratidza kuti aya aiva mabasa evarume vane shanje avo vaizviitra kuti vakadzi ava vasatorwe nevamwe varume. Pasichigare, madzimai…

Umbono woMthunywa: Abantu kabekele ukuhlambazana ebulenjini

UKUTHUTHUKA kwezokukhulumisana lokuhanjiswa kwemibiko kuyinto enhle kakhulu njalo kungaletha inguquko ebalulekileyo emphakathini nxa kungasetshenziswa ngendlela eqondileyo.

Ndiyani ari kubvarura mambure?

Abel Ndooka RWENDO rwekurwira mukombe weCastle Lager Premier Soccer League ruchiri rurefu sezvo zvikwata zvasarirwa nemitambo 15 kuti pagozivikanwa kuti shasha ndeipi apowo zvimwe zviri kutatarika zvinogona kuburitswa muligi iri. Kwayedza…

LRA rebels in CAR kidnap 344 people in six months

Bangui – Rebels from the Lord’s Resistance Army have kidnapped a record 344 civilians in the Central African Republic in the first half of 2016, according to two specialised NGOs.

Vikelani amazinyane, sebenzisa ama-kid box

Buhlebenkosi Gaule Abalimi abafuye imbuzi sebekhuthazwe ukuba basebenzise ama-kid boxes ukuze bavikele amazinyane kumkhuhlane wesihlabo ngalesisikhathi somqando.

Ndakaenda kudenga kaviri. . . ndikaita musangano naMwari

Kingstone Mapupu MUPOROFITA weimwe chechi iri muHarare anoti akaenda kudenga kaviri apo akaita hurukuro naMwari mbune, ndokugadzwa kuve muporofita wepasi rose (prophet of all nations). Asi pane vamwe vari kuti murume…

Zvikoro hokoyo! …‘Vakuru vezvikoro ngavatongerwe rufu’ …‘Hazviite, vabereki bhadharai pashoma’

Tandayi Motsi VAKURU vezvikoro vanodzinga vana vanenge vasina kubhadharirwa mari dzechikoro vanofanirwa kutongerwa rufu nekuti vari kudzosera budiriro yedzidzo kumashure. Mashoko aya akataurwa mudare reParamende nguva yadarika nemumiriri weChegutu West, Cde…

Isela lenkomo ezingu-6 ligwetshwa iminyaka engu-25

Buhlebenkosi Gaule KULENDODA yeTshanyaungwe eGwanda ezapika iminyaka engu-25 kulandela ukutholakala ilecala lokutshontsha inkomo eziyisithupha.

Zim external debt clearance set for fourth quarter

Bianca Mlilo, Business Reporter ZIMBABWE’s debt repayments to the World Bank (WB) and the International Monetary Fund (IMF) will take place in the fourth quarter between October and December this…

Bosso, City dhuma-dhuma

Abel Ndooka KUNOTSVA demo kugosara mupinyu svondo rino nemusi weSvondo kunhandare yeBabourfields, kuBulawayo apo Highlanders FC ichasangana neHarare City mumutambo weZimbabwe National Army (ZNA) Charity Shield. Mitambo mizhinji yezvikwata zviviri izvi…

×
×