Kunwa usina kuvhura chivharo

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa PANDAKABHEUKA nemota, pane zvakasara panzvimbo yandakaitira tsaona. Pakasara magirazi nehungwandangwanda hwezvinhu zvakabva nekupwanyika pamota. Pakasarawo hurubvurubvu hwechingwa nezvimwe zvekudya zvatakanga takatakura.

Baba vakarovera mwana tv

Muchaneta Chimuka BOTSO rekuona terevhizheni pakati pababa nemwanasikana wavo ane makore 11 ekuberekwa rakazoguma ravasvitsa kumatare edzimhosva mushure mekunge mwana uyu azvamburwa nebhandi redehwe remhuka rinozivikanwa nekuti mvuu.

Comesa elects new board of directors

Business Reporter THE Comesa Business Council has elected a new board of directors led by Dr Amany Asfour from Egypt.

Magetsi auya paChipendeke

Muchaneta Chimuka MAKIRINIKI nezvimwe zvipatara zvekumaruwa zviri kubatsirikana zvikuru pasi pechirongwa chekuiswa kwemagetsi chiri kutsigirwa neHurumende yakabatana nemasangano akazvimirira nedonzvo rekusimudzira nyaya dzeutano munyika.

Torai kurima sebhizimisi: Zimondi

Trymore Muvhawa COMMISSIONER-GENERAL of Prisons and Correctional Services Paradzai Zimondi vanoti zvakakosha kuti vechidiki vatore kurima sebhizimisi pamwe nekushandisa michina yezvino-zvino kuitira kuti basa ravo rive nyore zvinoitawo kuti vahohwe…

Mafambiro emhuka

Ticha Danga KANA tonyoTra zvinyorwa zvedu tave kuzvikoro zvepamusoro tinofanirwa kuratidza kuti takawana hwaro hwakakwana pasi apo taidzidza zvakawanda. Tinofanirwa kuva neruzivo rwuzere pamusoro pemhuka kwete kungoziva vana nemazita adzo.

Landa J Nkomo High School targets $5 000 at fundraising dinner

Nqobile Tshili, Chronicle Correspondent TSHOLOTSHO’s Landa J Nkomo High School, the brain child of the late Vice President John Landa Nkomo, is set to hold a fundraising dinner tomorrow in…

Rugby board sets date for annual general meeting

Sports Reporter MATABELELAND Rugby Football Board has set December 18 as the date for their annual general meeting which will be held at Bulawayo’s ceremonial home of the sport Hartsfield…

Enda kwachiremba: Dr Moyo

Munyori weKwayedza MUKURU wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti mukadzi ari kuti amera zvinhu zvinenge nyanga dzembudzi kusikarudzi yake anogona kunge aine chirwere chepabonde chinodaidzwa kuti “genital watts”…

Muenzi Bond Notes haana kwaanoenda!

MARI muenzi, asi rwendo rwuno muenzi atambudza vanhu. Mumwe muenzi anowanirwa nzira dzokunzi achirongedza aende, asi uyu muenzi ari kutodiwa nani nani zvake: vakuru, vadiki, mhandara, majaya vese vari kungoti…

×
×