Nhanganyaya yerondedzero

Ticha Danga — KUNYORA rondedzero haisi nyaya yekungoisa mazwi papepa bedzi woti washanda asi kuti zvinoda hutsanzi (creativity). Izvi zvinoonekwa kubva kumavambo erondedzero apo munyori anotarisirwa kuparura rondedzero yake nenhanganyaya.

Wabvutira refuri pito, ukagarira bhora

naIgnatius Mabasa — HAPANA munhu kwaye pakati pedu, kunyanya mazuva ano emafoni azere mazerere ezvinyadzi nehupombwe zvinonanzva hunhu hwedu nerurimi rwenyoka. Dai pfungwa nehana dzevazhinji dzaivhiyiwa kuti tione zvirimo, vazhinji…

Musoro werungano

Munyaradzi Gunduza — 1. Musoro wekuti Museve Usingapotse unowirirana zvakadii nezviitiko zviri murungano? Tsigira mhinduro yako zvizere nezviitiko zvishanu. [25]

Bhuku idzva reChiShona

VENTURES: GORE REKUTANGA CHISHONA (College Press) BHUKU idzva reGore Rekutanga ChiShona rakanyorwa naCletus Kumbirai Jeke Ngwaru rikatsikiswa neCollege Press rinoenderana negwaro idzva rekuvandudza dzidzo munyika, reNew Curriculum, rakakosha zvikuru kuvadzidzi…

Kuti vatema vakunde

Munyaradzi Gunduza — TINOFAMBIRA mberi nematambudziko anosangana nevanhu munguva yehondo. Kufenda — chikwata chaidzidziswa hondo kukamba 2 chiri pamwe chete naKuda tinoona chine vamwe vanhu vanofenda mushure mekunge vamhanyiswa vachitenderera

‘Handina vana vanochengetwa kumaraini’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekudhonzerwa kudare nemudzimai wake achinzi anogara achimurova pamwe nekumutukidzira anoti chinomurwadza ndechekuti mudzimai uyu akaendesa vana vake kumusha kuti vanogara nevabereki vake zvisina mvumo yake.

Ura hunozvara mbavha nemuroyi!

KWASARA mwedzi kuti tipemberere zuva remagamba akarwira rusununguko rweZimbabwe, nezuva ramauto eZimbabwe (Defence Forces Day), musi wa14 na15 Nyamavhuvhu. Runyararo rwuri munyika ibasa ravarume navakadzi mauto avo vakazvipira.