‘mbavha muzvikoro bodo!’
Daphne Machiri — VAKURU vezvikoro nevemakomiti anomirira vabereki, maSchool Development Committee, vari kukurudzirwa kuti vashandise mari dzinobhadharirwa vana nemazvo nedonzvo rekusimudzira dzidzo.
Duramazwi idzva rakaburwa
BHUKU idzva reDuramazwi Guru ReChishona rakanyorwa nemushandirapamwe weCollege Press Publishers nebazi reAfrican Languages Research Institute zvichisanganisira vanamazvikokota vemitauro nemupepeti Professor Herbert Chimhindu
Muroyi akaita tsaona nerusero
Muchaneta Chimuka — YAKAVE batai-batai mubhuku raDambakurimwa, kuMuzarabani nguva pfupi yadarika apo mukadzi anofungidzirwa kuti muroyi akadonhera pamumwe musha apo anonzi aibhururuka nerusero.
Mazita ehondo nezvaanoreva
Munyaradzi Gunduza — TINOPEDZISA zvidzidzo zvinobva muna Kuda Muhondo svondo rino.
Ndakaroyiwa neakafa
Mubvunzo: Sekuru, ndiri murume ane makore 43 uye ndakabira imwe hama yangu iyo yandinofunga kuti yakazondigadzirisa. Zvino iye akazofa ini ndisati ndamuripa, uye iye zvino ndinomurota nguva nenguva achitaura kuti…
Madzinza nemitupo
Ticha Danga — “MAITA Mbuya Chikonamombe chigumbu chineunye, vari Gohombwe, vai Rare. Hekani Dzete, Gusho Manyuka yangu yiyi. Zvaitwa zviHota vana vaMaromo vakabuda murenje. Makanyaya churu namate chikava murove. Maita…


