Vonamata vakabata mabhodhoro edoro
Daphne Machiri — MUPOROFITA wechechi yeChitenderano Apostolic Faith iri kuOld Tafara, muHarare ari kushandira vanhu zvine musiyano sezvo achishandisa mabhodhoro edoro ayo anenge achifuridzwa nevaanonamatira semhiko.
Chemhondoro High yotsvunha
Kingstone Mapupu — CHIKORO cheChemhondoro High School, icho chiri kwaMurehwa, chodadisa nekuva nevana vanotsvunha mumazamanishoni pamwe nekubudirira mumitambo yakasiyana.
‘ndinodanana nababa’
‘. . . mimba iyi ndeyavo’ ‘. . . amai vanotozviziva’ Kingstone Mapupu — MURUME anobva kuBuhera asi achigara kumindamirefu yekuBeatrice ari kuparika amai nemwanasikana wavo wekubereka mbune — avo…
‘Vanobhinya firai mumajeri’
Kingstone Mapupu — MUKURU wevanasikana pachikoro cheChemhondoro High School, icho chiri kwaMangwende, kwaMurewa — uyo akambova mumiriri weMurewa West mudare reParamende yevechidiki pamwe chete nekuva kanzura munzvimbo iyi — anoshora…
Mabasa emidzimu
Munyaradzi Gunduza — 7. TSANANGURA zviitiko zvisere zviri muna Museve Usingapotse zvinoratidza kukosheswa kwen’anga muupenyu hwechinyakare. [25]
Terrible okonzeresa ‘tiraburu’
Lizzy Mushoriwa — VAVAKIDZANI vakatsvukisirana maziso mudare redzimhosva pamusoro penyaya yekuitirana makuhwa pamwe nekuramba kubhadharana chikwereti chemari inonzi yakashandirwa nemumwe wavo.
Muporofita wako akafa achanhuhwa
naIgnatius Mabasa — MAFIRIMU ekuNaija kana kuti kuNigeria itai muchiona mashoma. Uye regai kungobatirira kana kutakurwa nemaoko ese ese kunge fodya yebute inokumbidzanwa. Hadzisi kombi dzese dziri kushevedzera vanhu dzine…
Misande ngechiNdau
TINOZIYA teshe kuti goko rinorya anhu. Anhu anodarika ngepo pazambukoro. Sakei kuzoti tama uripo pazambukopo ngwena woye!
‘Pane wemhuri akaromba’
Munyori weKwayedza — VACHITAURA pamusoro penyaya yemukadzi anoti ari kuitwa mukadzi nenyoka ine musoro unenge wemunhu, Sekuru Bonface Katerere vekuUzumba vanoti zvinoda mhuri yose iripo, sezvo paine akaromba uyo anoda…
Anodya chingwa vana vakayeva
Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuendesa mudzimai wavo kudare vachiti ari kuvashungurudza vakashaya pekupinda apo murume uyu akanzi haatengere vana zvipfeko zvemukati asi kuti anoita zvekuvakuurira uye anodya chingwa nemazai oga…






