Kuikwa kwechitsunge pachiNdau
ZVINYINI zvinoizwa pachiNdau kana munhu eizwi wadziuraya zviya. Unoitwe maikirenyi kana zvadaro. Kana wazwi waiya kuchipatara zviya, kana wapetuka mutumbi wake, hautenderwi kupinde mumhatso akadi. Unondoti kuuya rurwa nekuende
Matambudziko anouya nemari
Munyaradzi Gunduza KUMBA KWEDU — Mudetembi anoburitsa kuti kunyange ukave nemari yakawanda, asi uine ngozi zvinokutambudza kwehupenyu hwako hwose sepaanoti, “Pfumvu ndimukoma vane mazazanana emari, asi vave kufamba vakabatira upenyu…
Muporofita wekumedzwa nebako achiri muchipatara
Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuGuruve —wekuda kuwedzera masimba ake nekunopinda mugomo rinoyera kuChiweshe umo akazodhonzerwa mubako kana kuti ninga nezvinhu zvaasina kuziva kuti zvii, musiwo webako uchibva wavharika iye arimo…


