Murimi gara warongeka

MWAKA wekurima wa2017-2018 waswedera zvekuti pari zvino murimi akangwara anofanira kuve akatogadzirira kare, kana kuti ave kupedzisa gadziriro dzake.

‘Vechidiki siyanai nezvinodhaka’

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ari kusimukira mumusambo weZimfusion – Kudzie Savanhu – anoti vechidiki vanofanira kuzvichengetedza vosiyana nekutora zvinodhaka sezvo vari ivo vatungamiriri vemangwana.

Nac yorwisa kupararira kwegomarara

Munyori weKwayedza — KANZURU yeNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) inopa mari yekushandisa muzvirongwa zvekurwisa kupararira kweHIV zvakadai sekuitwa kweongororo maringe nenyaya dzeutano, kufambiswa kwemashoko nekudzidziswa kweveruzhinji

back to sender: ‘ndinouraya vanhu 20 pamwedzi’

Daphne Machiri — MUPOROFITA wemuHarare ane mbiri kune avo vanotenda zvechivanhu, anoti pamwedzi ari kukonzera kufa kwevanhu vanosvika 20 achiita zvekudzosera zvinhu zvakaipa zvavanenge varoyesa kana kukuvadzisa vamwe kuburikidza nenzira…

Madora kudya namambo

MADORA kudya kunonaka, kuchivaka muviri uye kunogara kwenguva refu kusina kuwora nokudaro akakosha zvikuru kutakura sembuva kana uri parwendo. Svondo rino Tendai Chandipwisa wekuChiredzi anotitsanangurira nezvemabikirwo

‘Murimi anofanira kurongeka’

“MUDZIMAI wangu paakauya pano, nzvimbo ino yakange riri sango chairo. Takatumidza nzvimbo ino zita rekuti Matovanyika nekuti pakutanga zvakange zvakaoma zvikuru uye takashanda zvishoma nezvishoma mukurima ivhu iri,” vanodaro VaRichard

n’anga yodyiwa nemakonzo

Kingstone Mapupu — CHITUNHA chemurume aive n’anga uyo aigara kupurazi rekwaMacdonald — uko kunonyanya kuzivikanwa nekuti kwaMecky, kwaChivero, kuMhondoro — chinonzi chakan’en’enwa nemakonzo aidarika 100 ndokudyiwa kusvika hura hwave kuonekwa

Kurima magaka ePrime Seed Co

Elizabeth Benjamin — PRIME Seed Co ikambani inotengesa mbeu dzemiriwo (vegetables) dzakasiyana-siyana pamwe chete nembeu dzemafuro ezvipfuyo. Kambani iyi inozivikanwa nekutengesa mbeu dzakauchikwa zvemhando yepamusoro, dzinodaidzwa kuti mahybrids.

ZSE boss fired!

Labour Ministry officer finds dismissal justified as dispute resolved The Zimbabwe Stock Exchange has fired its controversial chief executive Alban Chirume, ending a protracted dispute finally resolved by the Ministry…

Mining exports hit $1,6 billion

Prosper Ndlovu in Bulawayo Zimbabwe has realised $1.6 billion from cumulative mining exports spurred by a 25 percent increase in production as at mid-September 2017 compared to the same period…

×
×