65 vakapedza zvidzidzo zvekurima

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI 65 vezvekurima – avo 34 vavo vanove vanhurume ne31 vanhukadzi – svondo rapera vakapedza zvidzidzo paGwebi Agricultural College, kuNyabira.

Kunyepa, hatina kuzvarwa takangodaro

naIgnatius Mabasa — ICHOKWADI here kuti takazvarwa takangodaro? Takazvarwa takangodaro here tichida zvinhu, tiine maziso asina kurongeka nemwoyo inobanhira tenzi kumadziro?

×
×