Zvaiva muPepa 2

Ticha Danga— CHIKAMU chapfuura chakabata ongororo yepepa repiri rinova renzwisiso nerondedzero asi hatina kukwanisa kupedza pepa rose. Ndakasiira patsamba iyo yaida kuti mwana anyore pamusoro pematambudziko aakasangana nawo ayo aida…

Tsvina yemunhu semupfuhwira

Gibson Mhaka — Mukubuda kwenyaya iyi, zvinonzi Florence Maregere akafunga kuti rudo rwake nemurume wake — Amos Mashamwari — rwaizokura kana murume uyu adya mupfuhwira une mushonga wakasanganiswa netsvina yake…

Cancer: ‘Zvava kuda mushandirapamwe’

Muchaneta Chimuka — SANGANO reIsland Hospice & Healthcare rinoti zvakakosha kuti pave nemushandirapamwe mukurwisa chirwere chegomarara icho chiri kutambudza vanhu vakawanda munyika muno.

Selbourne iri kupemberera

Pauline Matanda — CHIKORO cheSelbourne Routledge, chemuHarare chiri kupemberera kusvitsa kwachaita makore 70 kubva chavambwa.

‘Koshesai dzidzo yevana’

Abel Ndooka — VABEREKI vari kukurudzirwa kukoshesa fundo yevana vavo pamwe nekuvarovedzera kuhunhu hunoyemurika kuitira kuti vave neremangwana rakanaka sezvo vamwe vachizopedzisira votora zvinodhaka nekuda kwekushaya dzidziso yakasimba.

Kuvhara pombi, maburi anounza Hiv

APO nyika yava pedyo nekupemberera zuva guru reWorld AIDS Day iro rinogarocherechedzwa nomusi wa1 zvita gore negore, zvakakosha kuti pange pachivharwa maburi kana pombi dzinoita kuti utachiona hweHIV hunge kuchiramba…

Lupane methane investor sought

Tinashe Makichi Government is looking for investors to inject $1 billion into a coal bed methane gas project in Lupane under public private partnership or joint venture arrangement. 

‘Is capacity utilisation overrated?’

It is that month of the year when the Confederation of Zimbabwe Industries announces results of its annual manufacturing sector survey. And, of all the variables that the survey

Kushumbwa pachiNdau

NDAUWE ndauwe akhiti woye! Tinobvunze thongo redu rekupona. Takumanahe pachirongwa petinosekenyedze mutauro wedu wechiNdau.

Rufu murawo waMwari

Munyaradzi Gunduza — KUVERENGA nokutsinhira, p.89 — chikwata Zvidobi — tinoona mushauri achishaura manhamba vadaviri vachidavira vachitsinhira zvinorehwa nokuverenga kwemushauri, sokuti, M: Piri, V: Kupira midzimu. Tinodzidza pamusoro pemitambo

×
×