Madzimai akazvitakura obatsirwa
Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA, rakabatana nereGrant Thornton pamwe nekambani yeNyaradzo Funeral Services, vakaparura chirongwa chemushandirapamwe chekutsigira madzimai nevanasikana vakazvitakura paHoward Mission Hospital Maternity Waiting
Homwe yekuvaka zvikoro
Sydney Kawadza naWalter Mswazie — VANA vechikoro vachange vave kubhadhara chikamu chemari inosvika 5% chelevy yavo kuhomwe itsva yekuvaka zvikoro yeNational Schools Building Fund (NSBF) kutanga gore rinouya.
‘Ndakarambirwa mwana akaremara’
Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekuEpworth anoti akarambwa nemurume wake uyo anova mupurisa zvichitevera kuzvara kwaakaita mwana akaremara mitezo.
Mazita nezvaanoreva
Ticha Danga — BVUNZO zvarakadai kunyorwa hazvirevi kuti kudzidza kwapera. Tinotofanirwa kuramba tichiverenga kuti tiwedzere ruzivo. Kune zvakawanda zvatinofanirwa kudzidza kubva mukurarama kwaiita vakuru vedu makarekare.
Madzibaba akabata kasikana chibharo
Muchaneta Chimuka — MUPOROFITA wekuChitungwiza svondo rapera akamiswa mudare reko akatarisana nemhosva yekubata chibharo kamwana kechikoro kane makore 15 okuberekwa panguva iyo “aikanamatira”.
Single minded policy interventions do not work
Chris Chenga There is a theory of a multiplier effect, where policy interventions have respective levels of reverberating influence across an economy. Policy interventions can be varied. Commonly,
Kufohla pachiNdau
NDAUWE ndauwe akhiti woye! Takumanahe nyamashi, kunyazi kubanziyo kunopisha, tinondobuda koodongorere kumaminda. Ari Pfidza anoti tapfidza ndiro zuwa. Ari Nyanyadzi anoti ranyanye kupisha kwedu uno.
Kuita mari nemadhiri emabhidhiri
naIgnatius Mabasa — NDIRI kudzidziswa nemumwe mufundisi anonzi Kyle Idleman. Mashoko ake akandidzidzisa kuti tinourayiwa nemunhu anonzi inini. Iwewe uri kuverenga ndiwe inini wacho anoti: Inini ndiri kuda kuita mari…
Homwe yekuvaka zvikoro. . . zvimwe 17 zvovakwa
Paidamoyo Chipunza — KUVAKWA kwezvikoro 17 zvepuraimari nesekondari munyika pasi pechirongwa che$20 miriyoni iyo yakabva kurutsigiro rweOpec Fund for International Development (OFID) kuri kutarisirwa kutanga mwedzi uno.




