Matambudziko evanhukadzi
Munyaradzi Gunduza — 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]
Matsvakiraiuno nemuthimba
NDAUWE ndauwe, vaManyika vangoti: Nyama yedu shewe! Tinobonga kukumana ngemukuwo uno wetinoreketa ngetsika nemagariro edu echiNdau. Chinodakadza chiNdau chedu ichi. Ngatichirekete atei chabude masodzi emene.
Zvipuka nevana vazvo
Ticha Danga — RUZIVO inhaka yeupenyu isingapfukutwi kana kugoveranwa. Mukana uno tinoda kuti timbodzikisa pfungwa zvikuru tichitaura pamusoro pedzimwe dzemhuka kana shiri dzine mamwe mazita atisingambowanzonzwa mazuva ose.
Vana vechikoro vobatsira
Abel Ndooka — VANA vepachikoro cheDominican Convent muHarare svondo radarika vakabatana nevezvimwe zvikoro zvinosanganisira Prince Edward mukuunganidza mari yekubatsira vanotambura nechikafu nembatya.
‘Handi yose minana yechokwadi’
Malven Mugadzikwa — MUKURU weimwe chechi iri muHarare anoti zvakakosha kuti makereke arangarire vanhu vanotambura nevanenge vawirwa nematambudziko kuburikidza nekuvapa rubatsiro.


