‘Maticha ane chekuita nebudiriro yenyika’
Wimbanashe Zhakata ari kwaMUTARE VARAIRIDZI ndivo mwongo wekubudirira kwezvirongwa zveHurumende nekudaro vanofanira kutora chinzvimbo chikuru mukuona kuti nyika yaenderera mberi, vanodaro gurukota rebazi redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kwemichina Professor Amon…
Kuchengeta tsuro kune pundutso
Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kupinda mumabhindauko anosanganisira kupfuya tsuro senzira yekuvandudza mabasa avo uyewo vachizviwanira imwe mari pamusoro peyavanowana mukurima.
Gospel singer commits suicide
Danisa Masuku AFTER a heated argument with her friends gospel musician Busisiwe Dube (15) drank rat poison and died.
‘siyanai nekuromba’
Kingstone Mapupu VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vakoshese tsika nemagariro evanhu vatema uyewo nekuti vasiyane nekuromba mishonga yakaipa sezvo kuita uku kuchizokonzera matambudziko makukutu kumhuri dzavo.
Small scale miners outshine primary producers
Business Reporter ZIMBABWE’S gold deliveries increased to 2,887,5 kilogrammes in the month of April from 2,735 kilogrammes in March this year.
Chihuri and mistress fail to agree
Yemurai Ushamba, Chronicle Reporter FORMER Police Commissioner-General Dr Augustine Chihuri and his mistress Ms Sithulisiwe Mthimkhulu seem to have failed to negotiate for an out of court maintenance settlement as…
Delta in record sorghum beer sales . . . Forex challenges pose serious threat . . . More than $100m in foreign payment obligations backlog . . . Associates also facing similar forex challenges
Kudzanai Sharara The country’s biggest brewer Delta Corporation, reported significant growth in both volumes and revenue for the year ended March 31, 2018, but the out-turn could have been more…
MAONERO EDU: Kuramwa basa bodo, tauriranai
KAZHINJI, vamwe vashandi kana vasingafadzwe nemuhoro wavanenge vachipihwa kana mashandiro avanoita vanowanzofunga zvekuramwa basa. Nguva pfupi yadarika, madhokotera pamwe navanamukoti vakaramwa mabasa vachida kuwedzerwa mari dzavanohora. Kuramwa kwavakaita mabasa uku…
Forex shortages derail SMM turnaround plan
Lovemore Zigara, Midlands Correspondent SHABANIE Mashava Mines’ (SMM) turnaround efforts have been hampered by foreign currency shortages as the company seeks to acquire de-watering equipment at its mines in Mashava…











