Zimra delays at borders cost businesses millions
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter BUSINESSES continue to lose millions of dollars in export orders due to systems inefficiency and delays caused by the Zimbabwe Revenue Authority (Zimra) at the…
Mwana mbavha oparira mubereki
Janet Chari MWANAKOMANA mbavha aparira amai vake avo vanoti vava kuoneswa pfumvu nemuvakidzani wavo achiti ari kubirwa mari nezvimwe zvinhu zvake. Angeline Mbonga akamhan’arira Locadia Mhashu kudare reHarare Civil Court achiti…
Musona doubtful for COSAFA cup
Zimbabwe have been dealt a massive blow following news that star striker and captain Knowledge Musona could be ruled out of their COSAFA Cup plans.
‘Vana tevedzerai chivanhu’
Malven Mugadzikwa VECHIDIKI vanofanira kukoshesa tsika dzechivanhu uye kukura vachidzidziswa hunhu hwakanaka nekuti chizvino-zvino chave kuita kuti vamwe vavo varasike. Mashoko aya akataurwa naMai Getrude Katena, avo vanove mukuru weSelborne Routledge…
Mliswa attracts wrath of female legislators
Pamela Shumba, Senior Reporter NORTON legislator Mr Temba Mliswa on Wednesday attracted the wrath of female MPs after saying most of them were useless, wasting tax payers’ money and only…
Who is Makamba?
James Makamba: Born 1962 in Shamva. He is an entrepreneur and founder of Kestrel Corporation, an empowerment vehicle
Zvoto zvine mazera
ZUVA resarudzo dzegore rino rakaziviswa nemutungamiri wenyika President Emmerson Mnangagwa, kubudikidza nezvakanyorwa mubumbiro remutemo wenyika, uyewo zvichitevera zvavakavimbisa vari kudunhu reManicaland masvondo maviri apfuura. Vanhu vari kuenda kusarudzo musi weMuvhuro,…
Zim can be jewel of global tourism again
Business Writer With global media ablaze with Zimbabwean topics since the ouster of the country’s former president Robert Mugabe in November last year, the new administration can capitalise on that…
A-LEVEL — ngano dzamatambidzanwa: Zvakakoshera nziyo mungano
Munyaradzi Gunduza 5. TSANANGURA zvinogutsa kuti nziyo dzaiita basa rei mungano uchishandisa ngano dziri mubhuku iri. [25] Svondo rino tinopedzisa mubvunzo uyu watakatanga svondo rinouya. Mungano inonzi, Vasikana navakomana shumba munobudiswa…
Akaponderwa mari yaive mufoni
Kingstone Mapupu MAPURISA ekuMasvingo, vari kutsvaga murume aisevenza semufudzi wemombe pamumwe musha weko nekuda kwemhosva yaari kupomerwa yekuponda baba vaaishandira, ndokuzosiya aviga mutumbi wavo musango. Vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kuduMasvingo,…






