Journalist nails Biti; Kunaka remanded
A journalist with a local radio station yesterday told a Harare magistrate that MDC-Alliance principal Tendai Biti unlawfully announced false results for the 2018 presidential election at a press conference at the opposition party’s headquarters in Harare.
Tsigirai varimi vedonje zvizere: Cottco
Tawanda Mangoma ari kuCHIREDZI KAMBANI yeCotton Company of Zimbabwe (Cottco) yoshoropodza zvikuru mamwe makambani anopa varimi makondirakiti asi ozovasiya vari pamhene kuburikidza nekusazadzikisa zvivimbiso zvawo zvakadai sekuvapa mbeu yekuti vadyarure,…
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
B-Metro Comment: Transport system needs urgent rethink
The recent protests in the main cities of Zimbabwe laid bare the need to have a viable public transportation system.
Gatland otarisira kurairidza England
WARREN Gatland (55) ari kutarisira kurairidza England pabasa rake rinotevera mushure mekunge World Cup ichangopera, ombomisa hurongwa hwekudzokera kuNew Zealand kunozorora mugore ra2020.
Vana vodzidzira panze
‘Batsirai zvikoro zvekuChingwizi’ George Maponga ari kuMASVINGO VANA vanodarika 1 500 vepuraimari nesekondari vekuChingwizi, kuNuanetsi Ranch, kuMwenezi East, mudunhu reMasvingo, vari kudzidzira pamhene zvichitevera kusakara kwezvivakwa zvavo zvavaifanombofundira izvo zvakagadzirwa…
Gomarara: zimpapers yobatsira
Tandayi Motsi KAMBANI huru mune zvenhau nekudhinda munyika muno, yeZimpapers Group, yakabatsira sangano reIsland Hospice & Healthcare nemari inosvika $20 000 yekurwisa chirwere chegomarara.
Time for a comprehensive mass transport system
Following the violent and destructive protests of Monday and Tuesday last week, commuters were left stranded as commuter transport operators in some urban areas such as Harare and Chitungwiza parked their vehicles fearing that they would be caught up in the so-called stayaway.
Minimum force necessary to restore normalcy
Since the country was ushered into a new political dispensation after the November 2017 military intervention, a lot of critical pieces of legislation have been aligned to the country’s Constitution which allows people to stage demonstrations, albeit in a peaceful manner.
Vakuru vezvikoro voyambirwa
Daphne Machiri MUKURU wezvedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoyambira vakuru vezvikoro vari kuita huwori hwekumbunyikidza vabereki vanenge vachitsvagira vana vavo nzvimbo dzechikoro vachivati vabvise mari yechiokomuhomwe kuti vanofanira kusiyana nekatsika…










