Wilkins ready to handle Covid-19

Wilkins Infectious Diseases Hospital in Harare is now in a better position to handle Covid-19 cases and is ready to open as a fully-functional hospital this week.

ZVINOREVA ‘LOCKDOWN’…Munhu wose gara pamba…Mafamasi ari kushanda…ZUPCO ndiyo iri kufamba

MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChishanu vakazivisa kuti vanhu vachambomira kufamba-famba, vogara mudzimba kwemazuva 21 — kwemasvondo matatu azere — kutanga nemusi weMuvhuro uno (30 Kurume) sedanho rekurwisa kunyuka nekupararira kwechirwere cheCoronavirusa kana kuti Covid-19 icho chandengendesa pasi rose.

Maroja otemwa nesadza

MHURI dzinoroja pane imwe imba iri mumusha weKatanga, kuNorton, dzinonzi dziri kuoneswa ndondo nekutemwa nesadza rinopisa iro risingaonekwe anoripotsera.

Covid-19: Unozviziva here?

MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti Coronavirus kana kuti Covid-19 icho pari zvino chapararira kunyika dzakawanda dzepasi rose — kusanganisira muZimbabwe.

Day 4: Police arrest 485

Police have arrested 485 people countrywide for failing to abide by restrictions outlined by President Mnangagwa last week when he announced a raft of measures to halt the spread of coronavirus.

Italian on chartered plane fails to enter SA

South African authorities are investigating how a private plane from Zimbabwe landed at Johannesburg’s OR Tambo International Airport on Wednesday afternoon without clearance from the Department of Transport under special measures in place during the country’s 21-day lockdown which began on March 26.

Corona yatikanya: Prince Dube

MUTAMBI weHighlanders nemaWarriors — Prince Dube —  anoti chirwere checoronavirus kana kuti Covid chadzorera nhabvu yake kumashure sezvo ange achitarisira kunokwikwidza kumakwikwi eAfrican Nations Championships (CHAN) 2020 ayo akazomiswa nekuda kwedenda iri.

Editorial Comment: Amnesty spells need for sentence reforms

Amnesty can be difficult to calculate as the several pardons Zimbabwean Presidents have proclaimed since independence have shown.

Zimpapers FY19 profit jumps

Integrated media company, Zimbabwe Newspapers Limited, posted an after tax profit of $67,7 million for the year to December 31, 2019 from $23,4 million previously on an inflation-adjusted basis.

More docs to offer free services

The number of Zimbabwean medical practitioners willing to offer free consultations over the phone during the 21-day lockdown period has risen to 17.

×
×