Kwekwe ‘lockdown’ yorumbidzwa
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kurumbidza Hurumende nedanho rayakatora svondo rapera rekuti vagari vekuKwekwe vambomira kufamba vachienda kune dzimwe nzvimbo (lockdown) zvichitevera kunyuka kwemhando itsva yechirwere cheCovid-19 kunzvimbo iyi, iyo yakatangira…
Marcus Rashford receives barrage of racial abuse online after Europa League final loss
Manchester United forward Marcus Rashford said he been subjected to ’at least 70 racial slurs’ on social media following Wednesday’s defeat by Villarreal in the Europa League final. “At least…
Munhukadzi ndiko kuti mhuri – Nyoni
Muchaneta Chimuka GURUKOTA revanhukadzi nekusimudzirwa kwemabhizimisi madiki neari pakati nepakati, Cde Sithembiso Nyoni, vanoti vanhukadzi vakakosha zvikuru mukusimbaradzwa uye kuchengetedzwa kwemhuri. Vakataura mashoko aya pamhemberero dzekukosha kwemhuri dzeInternational Families Day…
Zvinodhaka neCovid-19
Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vanoyambirwa kuti vasiyane netsika yekutora zvinodhaka sezvo zviri zvimwe zvinoita kuti vashaye hanya nekutevedzera matanho ekudzivirira kupararira kweCovid-19 anosanganisira kupfeka mamasiki nemazvo, kurega kuungana uye kushambidza maoko…
Vodzidziswa kuzvishandira
Abel Ndooka MADZIMAI nevanasikana vanobva kudunhu rekwaSeke svondo rapera vakasimudzirwa kuburikidza nekudzidziswa mabasa emaoko nechinangwa chekuti vazvishandire uye zvigoshandura upenyu hwavo zvichitevera kudzoserwa kumashure kwahwakaitwa nechirwere cheCovid-19. Chirongwa ichi, icho…
Zimbabwe Golf Association raise red flag
THE Zimbabwe Golf Association president, Mufaro Chivonivoni, has raised his voice over the on-going trend of turning golf courses into residential stands which he said is a major setback to the development of the sport.
Zim iri mugwara: WHO
Muchaneta Chimuka MUMIRIRI wesangano rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation (WHO munyika muno, Dr Alex Gasasira, vorumbidza Zimbabwe nekutora kwairi kuita matanho akasimba ekurwisa kupararira kwechirwere chemanyoka cheTyphoid pamwe…
Vakawanda vobaiwa majekiseni eCovid
Thandeka Moyo-Ndlovu VANHU vakawanda vanonzi vari kubaiwa majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 kuBulawayo izvo zvaona dunhu iri richitarisana nekushomeka kwemajekiseni anofanirwa kubaiwa pakutanga (1st dose). Pasi pechirongwa chekubaiwa majekiseni aya, munhu…
NEW: Bank gives lifeline to Caledonia youth
A local bank has started training and disbursing loans to deserving beneficiaries in Caledonia, in a development expected to enhance and improve their livelihoods.
JUST IN: ED to grace Bulawayo Arts Festival
Nqobile Tshili, Chronicle Reporter PRESIDENT Mnangagwa will officiate at the Bulawayo Arts Festival whose inaugural event last year reached audiences in 45 countries. Speaking during a post Cabinet brief on…











