Nedrip irrigation kurima nyore

Buhle Nkomo — KETIE Chapata (43), uyo anove murimi wekumapurazi madiki neari pakati nepakati kuOdzi, kudunhu reManicaland anotaridza mufaro mukuru mushure mekunge aisirwa madiridziro edrip irrigation nekambani yeTobacco Industry and

Kubika gwatakwata

GWATAKWATA kana kuti dakataka – unova usavi hunobikwa nedovi chete – chikafu chinokurudzirwa sezvo chiine kudya kunokoshera muviri semapuroteni.

muporofita akamedzwa nebako rinoyera

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuGuruve — wekuda kuwedzera masimba echiporofita nekunopinda mubako rinoyera rekuChiweshe — akazodemba apo “akamedzwa” kana kuti akadhonzerwa muninga nevanhu vaasina kuziva, avo vanofungidzirwa kuti

Tamirira Caps: DeMbare

. . . pasina Dynamos hapana bhora: Mubaiwa . . . totokunya dzisimbe: Zvirekwi Abel Ndooka — MUTUNGAMIRIRI weDynamos FC, Kenias ‘Kenny’ Mubaiwa, anoti pasina DeMbare hapana nhabvu nekudaro zvikwata…

mwana akachinja kuita chimhuka

Kingstone Mapupu — KAMWANA kakomana kane makore gumi okuberekwa kekwaSvosve, kuMarondera kanonzi kakaita chishamiso apo kakasanduka kuita chimhuka chainge gudo, panguva imwe chete komboita sekachembere kachichema sekatsi mushure

Soya beans: Varimi vofa nemari

Philip Matombo — MAKADII varimi kumativi mana enyika? Tinokugamuchirai pachirongwa chamunounzirwa neSeed Co cheMudhumeni Mukuru apo tinokurukura nekudzidzisana marimirwo embeu dzakasiyana-siyana.

Musikana webasa akabviswa mbatya

Muchaneta Chimuka — MUSIKANA webasa wekuDema anoti akambunyikidzwa nemwanakomana wemunhu waaishandira kuburikidza nekumurova, kumubvisa chipfeko chemukati uye kumubata mazamu mushure mekunge aregedza kumusiira chikafu.

Vaverengi vomhanya nekwayedza

Tandayi Motsi — BEPANHAU revanhu – Kwayedza — riri kuramba richisimukira zvikuru pakufarirwa nevaverengi sezvo pari zvino riri panhamba yechipiri pamapepanhau anobuda pasvondo ane vaverengi vakawandisa muZimbabwe.

uz yovandudza miti yechivanhu

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI vekuchikamu chezveongororo yechikafu (Sustainable Research for Food and Nutrition Security) paUniversity of Zimbabwe (UZ) vari kusimudzira kushandiswa kwemishonga yechivanhu kuburikidza nekuita ongororo yekukosha kwakaita

nayo tsvina yemunhu kun’anga

Kingstone Mapupu —- KAMWANA kasikana keimwe mhuri yemubhuku raMungake, kwaMambo Mashayamombe, kuMhondoro kanonzi kakafa kasina kurwara mushure mekunge kaitira tsvina mutsime iyo yakazotorwa ndokunoshinhirirwa kun’anga.

×