Chikomba chakaita gudo pahotera

Gibson Mhaka ari kuBULAWAYO — MUCHIITIKO chinotyisa zvikuru, musikana wekuBulawayo anoita zvechipfambi anoti akazobuda muhotera ari chahwiriri uye asina kupfeka mushure mekunge murume ainge amukecha achida kusasana naye kwehusiku hwose…

Kereke vanhu

. . . kushaikwa kwavo inofa Munyaradzi  Gunduza — 1. MUSORO wekuti Kereke Inofa unodudzirwa sei mumutambo uyu? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvishanu. [25]

Opura mari nenzungu

Kingstone Mapupu — MURIMI wenzungu kudunhu raMambo Chikwizo, kuMudzi, anoti apunduka nekudzirima achinotengesa kumisika yakasiyana munyika.

Kuikwa kwechitsunge pachiNdau

ZVINYINI zvinoizwa pachiNdau kana munhu eizwi wadziuraya zviya. Unoitwe maikirenyi kana zvadaro. Kana wazwi waiya kuchipatara zviya, kana wapetuka mutumbi wake, hautenderwi kupinde mumhatso akadi. Unondoti kuuya rurwa nekuende

Muporofita wekumedzwa nebako achiri muchipatara

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuGuruve —wekuda kuwedzera masimba ake nekunopinda mugomo rinoyera kuChiweshe umo akazodhonzerwa mubako kana kuti ninga nezvinhu zvaasina kuziva kuti zvii, musiwo webako uchibva wavharika iye arimo…

Matambudziko anouya nemari

Munyaradzi Gunduza KUMBA KWEDU — Mudetembi anoburitsa kuti kunyange ukave nemari yakawanda, asi uine ngozi zvinokutambudza kwehupenyu hwako hwose sepaanoti, “Pfumvu ndimukoma vane mazazanana emari, asi vave kufamba vakabatira upenyu…

‘Humhandara wakaisepi?’

Blessings Chidakwa — MUDZIMAI wekuLower Gweru — wekugara achizvindikitwa nemurume wake achimupomera kuri akamuroora asiri mhandara, nekudaro ave kuda mukadzi wechipiri — akazopotera kudare.

Aphiri akabura zvitsva

Lizzy Mushoriwa — MUTAMBI wemadhirama ane mukurumbira Jefrey “Aphiri” Chogugudza anoti adzoka zvine mutsindo nemutambo mutsva unonzi Chikwereti uyo uri pamusoro pababa vane hudyire vanoda kuti mwanasikana wavo arambe murume…

Red Cross yovheneka zvirwere

Muchaneta Chimuka — SANGANO reZimbabwe Red Cross Society (ZRCS) svondo rapera rakabatsira mazana nemazana evanhu kuti vazive pavamire kuburikidza nekuvavheneka zvirwere zvakasiyana kuHarare Agricultural Show.

Mimwe mishonga yechivanhu inoita

MISHONGA yechivanhu yagara ichishandiswa mukurapa zvirwere zvakasiyana kubva nakare kunyangwe zvazvo paine vamwe vanoishora nekuda kwezvikonzero zvakatsaukana.

×