Let us pray for rain and bumper harvest ahead of farming season

President Mnangagwa

We reproduce in full President Mnangagwa’s address at the National Spiritual Conference of the Johane Masowe Chishanu Church in Harare yesterday.

***************

NDINOKUKWAZISAI mese nezita ramuponesi wedu Jesu Kristo.

Nhasi ndafara zvikuru kuva pano nemi, paungano yeJohane Masowe Chishanu Church, tichinamata tose takabatana, semhuri imwe chete yeZimbabwe.

I am honoured to be part of this gathering of the Johane Masowe Chishanu Church’s National Spiritual Conference, here in Highfield, Machipisa.

As Government and the revolutionary mass party, ZANU PF, we appreciate the time afforded to fellowship and pray with congregants from the different religious denominations in our country.

Ndinokutendai zvikuru Madzibaba Moses Gwasarira nehutungamiriri hwekereke yenyu nekundikoka kwamaita pano.

Bhaibheri, muna Mateu 18 verse 20, Jesu Kristo anoti, “. . . panoungana vaviri kana vatatu muzita rangu, neniwo ndiripo pakati pavo”.

Musha uno weHighfield, kusanganisira nzvimbo dzakafanana neMbare, Makokoba — Bulawayo, Mucheke — Masvingo, Mutapa — Gweru, Sakubva — Mutare, uye nedzimwe nzvimbo mumadhorobha edu, inzvimbo dzatinoremekedza zvikuru seMusangano panhoroondo yedu yeChimurenga.

Highfield ndiwo musha watakauya nemacomrades muna 1980 paZimbabwe Grounds, takatungamirira ruzhinji rwevanhu paIndependence nekusimudza mureza wedu weZimbabwe.

Tinokutendai nekuita musangano wenyu mukuru wevapostori pano.

Makorokoto.

Amhlophe.

The Church community throughout our beloved motherland is called upon to continue praying for the peace, development and prosperity of our nation.

Kana isu vanhu vaJehovah tikazvininipisa, tichinyengetera nokutsvaka chiso chaTenzi, anoponesa nyika yekwedu, anoita zvakare kuti mabasa ose edu abudirire.

Ndinoda kukumbira kwamuri kuti murambe muchinamata kuna Musikavanhu kuti nyika yaMunhumutapa igare ine rugare, runyararo, kubatana uye nebudiriro.

Nhasi ndanzwa zvisungo zvamareva imi vechipostori, zvekunamatira nyika yedu, upfumi hwedu uye nebato redu riri kutonga reZANU PF.

Shoko benyu rinoti zvasungwa pasi pano, nekudenga zvasungwawo.

The word of God also says we shall declare a thing and it shall be established.

ZANU PF haina kwainoenda, icharamba ichitonga, ichingotonga, ichingotonga, Halleluya.

Ndinokutendai zvakare imi vechipostori nekutinamatira isu vatungamiriri.

1st Timothy 2 verses 1-2 instruct us to ensure that, “first of all, petitions, prayers, intercession and thanksgiving be made for all the people, kings, and all those in authority . . .”

Ndiri kucherechedza zvakanyanya mabasa makuru amuri kubata, muchikokera vechipostori vose kuti vatsigire musangano weZANU PF.

Muri musvo weZANU PF.

Tinovimba nemi.

I equally thank you for participating and supporting the successful process that saw the enactment of the Constitutional Amendment Act Number 3.

Going forward, I urge us, in all our plans, including the development, modernisation and industrialisation of our country, to   give honour and glory to the Almighty  God.

Proverbs 3 verses 5-6 say, “Trust in the Lord with all your heart, and lean not on your own understanding, in all your ways submit to Him and He will make your paths straight.”

Ndinokutendai nechipo che570 hospital beds, 560 wheelchairs nezvimwe zvakakosha zvinoshandiswa muzvipatara.

Takabvumirana kuti “Nyika inovakwa, inotongwa, inonamatirwa nevene vayo/Ilizwe lakhiwa, libuswe, likhu-le-ke-lwe ngabanikazi balo”.

Semutungamiriri wenyika, ndinofara chose kuti imi veJohane Masowe Chishanu Church muri kupindawo muzvirongwa zvedu zvebudiriro.

Your involvement in the ongoing economic development, promotion and enforcement of the values of peace, unity and love is commendable. Well done.

Moving ahead towards the attainment of Vision 2030, I look forward to see all the churches of our beloved motherland playing their part in the programmes and projects outlined in the National Development Strategy 2.

Under ZANU PF, no one and no place must be left behind.

I also invite the churches to collaborate with Government in all programmes, including the national clean-up campaigns for cleaner living and working spaces.

Machurches enyu ari kumaprovinces ngaarambe achishanda nemaMinisters eProvincial Affairs and Devolution, mapazi ese ehurumende nemakanzuru uye nemadzishe, tichisimudzira nzvimbo dzedu nematunhu edu.

Isu sehurumende yeruzhinji rweZimbabwe, yeZANU PF, tinoramba tichichengetedza murawo wekuti makereke ave nemukana wekunamata wakafanira nguva dzose.

I call upon the church to scale up programmes that fight the social vices in our society which include poverty, drugs and substance abuse, violence and crime, especially among the youth.

In addition, I urge you to also help increase the number of vulnerable children that have access to education.

Let us never neglect the widows and the elderly.

Imi vapostori namatai makasununguka, vechidiki ngavasiye zvinodhaka.

Church ngaive bako revana rekutiza zvakaipa.

Kunyangwe vanoona nezvemamiriro ekunze vachiti kungava neEl Niño, tinokukurudzirai kuti mubatane nemamwe makereke emunyika yedu tinamatire mvura.

Tinoda kuti mwaka wedu wekurima wa2026/2027 uve nemaguta.

Ngatikurudziranei kwose kwatiri kurima zvine mutsindo, tizadze matura.

Psalms 147 verse 8, says, “He covers the sky with clouds, He supplies the earth with rain and makes grass grow on the hills.”

And Zechariah 10 verse 1 encourages us to “Ask the Lord for rain in the time of the rain; so that the Lord shall make bright clouds, and give showers of rain to the field”.

Let us, therefore, pray that the God of rain brings the rain in the time of rain.

Our households and country must continue to be food self-sufficient.

In concluding, I want to thank you for the initiatives being implemented under the banner of the church towards upliftment of the Johane Masowe Chishanu.

I recognise in particular your Elder, Madzibaba Wicknell Chivhayo, for his philanthropic work and generous giving to this church and the community at large.

Finally, I once again thank the leadership of Johane Masowe Chishanu Church for this special service.

Let us continue to work hard for a strong partnership between the Church and State as we promote Godly values and the overall development of our motherland, Zimbabwe.

My fellow brethren, brothers and sisters, today we rededicate ourselves to our faith in the Almighty God, and rejoice in peace, unity and His favour over our nation.

Tinoti Ebenezer Jehovah atisvitsa pano. Halleluya.

May the grace of our Lord Jesus Christ and the fellowship of the Holy Spirit be with us all, now and forever more.

Amen.

With these remarks, it is now my singular honour and privilege to wish Johane Masowe Chishanu Church a happy and successful National Spiritual Conference.

I pray for your journey mercies when you travel back to your homes.

Related Posts

President calls churches to action

Debra Matabvu CHURCHES must move beyond their traditional spiritual role and become active partners in Zimbabwe’s economic and social development, President Mnangagwa has said. Speaking at the National Spiritual Conference…

Kariba ferry disaster death toll rises to 73

Walter Nyamukondiwa in KARIBA The death toll from the Lake Kariba ferry disaster has risen to 73 after 27 more bodies were recovered yesterday, as preliminary investigations began pointing to…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×