(Chorus Pee-kay)
Guess who’s back at the top
Keta bhutsu newatch (Mahwani)
Hanzi tisu mashark (Mahwani)
Tagz better turn that beat up (Mahwani)
BaShupi Hook
Hona Jaguar ratiinaro (Mahwani)
Hona tine zvibhodhoro (Mahwani)
Hona mabhebhi atiinawo (mahwani)
Tobhigwa nemamonya (Mahwani)
Dj iwe (mahwani) Dj iwe
Hoyeyei yei yerere (mahwani)
(Pee-Kay Verse 2)
Indava muchidaro
Maballeer ekare anenharo
The boss is back musadaro
My CDs got more action than Sparrows, if you’re thirsty ndoaina
Ask Alexio ndoshaina, zvechikudo ndinogona
Mavheti akutotaura neShona (hapana)
Pane anochena kudai (hapana) vamwe vasiri isusu (hapana)
Gold on the rocks munodawo
Kana pane anenharo totanga mahwani
(Chorus Pee-Kay)
Guess who’s back at the top
Keta bhutsu newatch (Mahwani)
Hanzi tisu mashark (Mahwani)
Tagz better turn that beat up (Mahwani)
(BaShupi Hook)
Hona Jaguar ratiinaro (Mahwani)
Hona tine zvibhodhoro (Mahwani)
Hona mabhebhi atiinawo (mahwani)
Tobhigwa nemamonya (Mahwani)
(Pee-Kay Verse 2)
MaRasta achitamba Magetsi
Smiley how far nemazhetsi
Back on the scene on Ma1 atotanga
Maballer, ladies and gents masalala
Cool with everyone except for matsaga
Matsaga pihwai gas, zvidhakwa (hapana)
Pane vanochena kudai (hapana) Vamwe vasiri isusu (hapana)
BaShupi Bridge
Lengoma, lengoma
Hoiyei yei yei x2
Chorus x1
Outro
Nemamonya tobhigwa nemamonya x4
- Courtesy of Pee-Kay



