Tanaka Mahanya
H-Metro readers yesterday hailed the Mabelreign prophet who tipped police about three suspected murderers that approached him for cleansing.
The three suspects allegedly stabbed vendor, Tobias Matiyase, with a knife five times following a dispute over change on Monday night.
Our readers believe the prophet did well, as he did not accept dirty money for covering up their evil crime.
Readers said the country needs more people like the Mabelreign prophet.
Below are some of their comments:
Munhu haangouraiwe sehuku. Ngozi yake tugu ipapo ipapo. Ndipo paunonzwa ma2000 vachiti hakusisina zvakadaro. — Sydney Mukwenji
***
Prophet vane makuhwa chokwadi. Haana secret, vanhu vakaziva kuti vatadza vakainda kunopotera kumunhu waMwari iye avakuvatengesa. Haana mweya waMwari saka vanhu vangani vaitirwa zvakadai. — Farai Maturure
***
Ko kuzonzi handikwanisi kukubatsirai nokuti maoko enyu akazara ropa. Job well done prophet. — Maggie Muchemeri
***
He is not greedy kunge vamwe. Well-done. — Tinashe Gwanzura
***
Prophet of the year award goes to you, makagona. — Mai Tadiswa
***
This is comedy…. Mati vaida kuita confession, pastor ndokurepoter kupolice? — Young ruler
***
Uyu akagona. We don’t cleanse nonsense dzakadaro. — Va Gadeni




