THE LATEST CHATS

[8/18, 17:02] Annette: Kuchauyika here kuzotiona kuno tisina Mari dzerent?

[8/18, 17:02] VaChikanya: No masanganisa zvinhu zvakasiyana apa mwana

[8/18, 17:03] VaChikanya: Musi uno ndakauya wani kuzotora CV rako

[8/18, 17:05] Annette: Hameno but ma1 azotanga

[8/18, 17:11] Annette: Taitonyepera mukwasha wenyu sometimes but kuti muzotidai here

[8/18, 17:18] Annette: I don’t know kuti vangu mungatinyaradza sei hangu coz tiri pama1

[8/18, 17:19] VaChikanya: I understand mwana. I will do my best

[8/18, 17:24] Annette: Saka yamatiita yekungotanga kubata munhu inonzi chiii

[8/18, 17:24] Annette: Maisataura kuti I love you

[8/18, 17:26] Annette: Makazviita vanhu hobho

[8/18, 17:28] VaChikanya: Hakuna zvakadaro mwana waDaddy

[8/18, 17:29] Annette: Heyaaa pakanaka kana muri kunyeperwa Daddy

[8/18, 17:30] Annette: But then ndine mubvunzo hangu

[8/18, 16:36] VaChikanya: Mwari ndiye murwiri wangu mwana waDaddy.

[8/18, 16:37] Annette: Pakanaka kana muri safe

[8/18, 16:40] Annette: It’s okay people are crying kunze uku zvekuti dai makadzora moyo

[8/18, 16:40] Annette: Chiri kunyanya kurwadza madzingiro amakatiita

[8/18, 16:40] VaChikanya: Kudzora Moyo how mwanangu

[8/18, 16:40] Annette: Kutipa warning

[8/18, 16:41] VaChikanya: Ekudiyi futi mwanangu

[8/18, 16:41] VaChikanya: Theft mahwani mwanangu

[8/18, 16:41] Annette: Worse kuti mhosva yakabatirwa someone and the rest tozoita kunzi takuda kutsvaga kuti imimi hamuna kuzviitawo here

[8/18, 16:42] VaChikanya: Ndazvinzwa zvauri kutaura mwana waDaddy

[8/18, 16:43] Annette: I don’t think tainyanya kurwadziwa dai Enifa akaenda nemhosva yake ini mozondiwanirawo yangu nenguva yangu ini

[8/18, 16:44] VaChikanya: You are right mwanangu

[8/18, 16:44] Annette: Mhosva hadzipere paya maizongoti wadai modzinga henyu

[8/18, 16:44] VaChikanya: But remember I was not at work for the past 2 months

[8/18, 16:44] Annette: Worse kuvanhu vamaiziva kuti vanhu venyu haaaa zvinobata bata

[8/18, 16:44] VaChikanya: Okay

[8/18, 16:45] Annette: But then why makazongotangira kutitsvagira zvekumashure

[8/18, 16:45] Annette: Isusu naLoraine takamboita iya hatina kumboona muchiti tombotarisa kuti vaiswiper ndivanani

[8/18, 16:46] VaChikanya: Hakuzi kumashure mwana waDaddy

[8/18, 16:46] Annette: Honestly inini pandinotombozvifunga zvondibata sure

[8/18, 16:46] Annette: But handina zvandingaita

[8/18, 16:47] Annette: But inini kukuprotectai kwandaiita ndokwamaifanirawo kungondiita

[8/18, 16:47] VaChikanya: Zvinowanika mwana waDaddy let’s focus on next step. Handina pandinombikurasa ini

[8/18, 16:47] Annette: Maizviziva kuti nyaya yeetym inobata munhu wese yangu inotondirwadza kuti andina kuijuicer

[8/18, 16:48] Annette: Amuna kumbotipa time yekuexplainer only kungotiti zvadhakwa like that

[8/18, 16:48] Annette: Pakanaka

[8/18, 16:49] VaChikanya: Ko vamwe vainyora wani mareports nyangwe vaizo resigner havo pave paye

[8/18, 16:49] Annette: I think handina kumbowana time to discuss mabviro angu pabasa nemi but honestly zvinondidya moyo kuti but I did this for him so why why why

[8/18, 16:50] Annette: But inini you told me imimi kuti zvadhakwa enda unoona Manzvaire,you called him ndichifamba from your office muchivaudza kuti ngaaresigne

[8/18, 16:50] VaChikanya: Apa mwana waDaddy panga pakatoipa handisi hangu kukunyepera Tendai

[8/18, 16:50] Annette: Tava kuextension he called you vakati Ari kuchema I don’t know kuti makapindura kutii

[8/18, 16:51] Annette: But then zvinhu zvamaikwanisa kungovhara imimi mukapa vanhu warning

[8/18, 16:51] VaChikanya: Iwe iri mwana wangu I heard to guide you nokuti theft remains theft

[8/18, 16:52] Annette: It’s ok but zvinorwadza kuti unzi nemumoney changer maibirei etym

[8/18, 16:52] VaChikanya: It was not easy like that mwana waDaddy. Pane zvakawanda zvaiitika behind the scenes mwanangu

[8/18, 16:52] Annette: Inini I don’t explain my issue kuvanhu but unotobatikana kuti sure ndozviri kutaurwa

[8/18, 16:53] VaChikanya: I understand mwana waDaddy

[8/18, 16:54] Annette: Takakanda mapapers ku (name withheld)  tikanzi ndimi vekuba ku(name withheld)

[8/18, 16:54] Annette: I don’t think towana basa munomu muGweru iniii

[8/18, 16:54] VaChikanya: Sure here mwanangu

[8/18, 16:55] VaChikanya: Rinowanika. Handiti ndine mapepa Ako here

[8/18, 16:55] Annette: Yes I was touched zvekutoti handizive kuti hupenyu hwacho huchadiii

[8/18, 16:56] VaChikanya: Don’t worry zvinoita

[8/18, 16:57] Annette: Someone told me kuti maivapepa kaaa kuhospital nyoka inyoka

[8/18, 16:58] Annette: Wotozotanga kuzvibvunza kuti but why asi

[8/18, 16:58] Annette: Tobhadhara rent nei asi veduwee

[8/18, 16:59] Annette: Munhu anongobatanidzawo kuti maiitira munhu zvakanaka after all modzingwa sembwa

Related Posts

CHAPMAN GOLF CLUB SET FOR CHAMPIONSHIP SHOWDOWN

The stage is set for two exciting weekends of championship golf as Chapman Golf Club hosts its highly anticipated Club Championships, bringing together some of the finest amateur golfers in…

SEVEN QUEENS, AN OCEAN OF DREAMS AS BEAUTY TAKES CENTRE STAGE IN H-TOWN

Melissa Mpofu Zimpapers Entertainment Hub SEVEN national queens will be crowned at what will be Zimbabwe’s biggest pageantry night in Harare tomorrow night. Eighteen contestants will battle for top honours…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×
×