Vatori venhau vakachiona
MUTORI wenhau Kingstone Mapupu nemusi weMuvhuro svondo rino akaona chakati tende apo akapona nepaburi retsono zvichitevera kukachukirwa kwaakaitwa pahuro nemumwe mukadzi wechidiki waaida kuita hurukuro naye.
‘Ndinoitwa mukadzi nezinyoka’
MUDZIMAI wechidiki ane makore 28 okuzvarwa uyo anobva kwaNyajina, kuUzumba, anoti aoneswa nhamo nekushinhwa naye nenyoka nezvidhoma.
Mudonzvo ‘Shedia’ une mutauro
VANHU vaiva pamusangano wevarimi wakaitirwa pachikoro cheTugwane Secondary, kwaShe Nyajena kuMasvingo South, nguva pfupi yadarika vakaona bhaisikopo remahara apo mumwe murume akakonzeresa nekuda kwetsvimbo
Caps yomuka chibhebhenenga
MUTAMBI weCAPS United “Kepe-kepe”, Hardlife Zvirekwi, anoti vave kuita zvinorova muligi reCastle Lager Premiership izvo zviri kuonekwa nekuhwina kwairi kuita mitambo yayo yadarika.
President leaves for Malawi’s Golden Jubilee celebrations
PRESIDENT Mugabe left for Malawi this Saturday for the country’s 50th independence celebrations set for Lilongwe this Sunday. Vice President Mujuru is the Acting President.
Zimbabwean Soccer Starlet Nyoni for US
BN Soccer Academy starlet, Tatenda Nyoni will this month become the latest Zimbabwean to take a crack at impressing the football scouts at the United States’ Dartmouth College.
Senegal Prime Minister Sacked
DAKAR – Senegalese President Macky Sall sacked Prime Minister Aminata Toure on Friday (04 July 2014) after she failed to win a seat at local elections on Sunday, a presidential…
WORLD CUP: Neymar injured, out of World Cup
Brazil forward Neymar has been ruled out of the World Cup with a broken bone in his back sustained in the 2-1 quarter-final win over Colombia.
Zanu-PF Byo province to meet on Zim-Asset
Chronicle Reporter ZANU-PF Bulawayo province will today hold an inter-district youth conference on Zim-Asset expected to be addressed by party secretary for youth affairs Cde Absolom Sikhosana and Minister of…
Funeral parade held for hero Sakupwanya
Farai Kuvirimirwa and Ray Bande Harare Bureau A FUNERAL parade for the late Zanu-PF Politburo member and national hero Cde Stanley Urayayi Sakupwanya, whose burial is slated for tomorrow at…









