Sadomba warns Bafana about Sudan

Former Thembisa Classic and Maritzburg United striker Edward Sadomba has advised Bafana Bafana to expect high temperatures and a vociferous home crowd when they face Sudan.

‘Itai musangano wezvedzidzo’

MUMIRIRI weMutare South mudare reNational Assembly, Cde Nyasha Chikwinya, vanoti Hurumende inofanira kuita musangano mukuru wechimbi-chimbi wemapoka akasiyana anoona nezvedzidzo munyika nedonzvo

Muropa akaparura DVD

MUIMBI ari kusimukira uyo ane mukurumbira zvakare wekuekita mumadhirama, Bornface Muropa (38) anozivikanwa nezita rekuti Nhamo mumutambo uri kunetsa mazuva ano unonzi “Vavakidzani”, akaparura DVD

Manyuchi ochema-chema

SHASHA yemutambo wetsiva, Charles Manyuchi, onyunyuta pamusoro pekusawana rutsigiro pamwe nevakotsveri panguva iyo akatarisana nemakwikwi makuru eWorld Boxing Council Championships ayo achange achirwa

Ndini ndakauraya: baba vemunhu

MHOMHO yevanhu vaiva parufu rwehama yavo kwaShe Gadzingo, kwaGutu kuMasvingo, vanonzi vakashaya neremuromo apo mumwe wehukama akabuda pachena kuti kufiwa kuri kuitwa mumhuri iyi ndiye ari kukonzeresa.

Mukadzi wekutizwa akadya marasha mudare

MUKADZI wekutizwa nemurume achinotanga imwe mhuri akadya marasha mudare zvisinei nekuchema-chema kwaitwa nemurume wake.

Mutare hosts baseball coaching clinic

Khumbulani Mfisha SAKUBVA High One was a hive of activity this week when the school hosted the first ever international coaching clinic for baseball in Manicaland.

Women should consider family planning

Mercy Ngwebvu HILLARY Clinton was recently quoted saying: “You cannot have maternal health without reproductive health. And reproductive health includes contraception and family planning…”

Kukurukura hunge wapotswa

Catherine Murombedzi UHU ndihwo hutsinye hunopfuura kuroya, kana kuba kurinani.Muimbi wemuno wechidiki Progress Chipfumo akawedzera izwi rake mukumhura vanobata vana chibharo nechimbo chine mazwi anotevera:

What drives violent extremism?

WASHINGTON. — Why do people become violent extremists? You might speculate that the answer is poverty. George W. Bush thought so: “We fight against poverty because hope is an answer…

×
×