Vasikana vakarova chikoro paA’Level

VANASIKANA ndivo vakatora mukombe pakupasa kupinda vakomana pabvunzo dzeA-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera. Ongororo yakaitwa neZimsec inoratidza kuti vanasikana vakapasa nechikamu che74% kana zvichienzaniswa nechevakomana

Handidhakwe: Johnson

SHAsha yegorofu, Dustin Johnson, ari kutsika madziro kuti haatore zvinodhaka zvakaita secocaine zvichitevera kumiswa kwaakaitwa zvemitambo apo akabatwa kuti aishandisa zvinodhaka zvisingatenderwe. Chizvarwa chekuAmerica, Johnson, anoti akatadza kupinda

Pacesetters Mercenaries still on top in MBA League

Answer Sithole WITH ten weeks into Mutare Basketball League, star studded Mercenaries have managed to keep their top spot which is under threat from Sophist with whom they have the…

How to stick to an exercise habit

Hello gentle readers. I know one of the hardest things to achieve is to commit to a permanent exercise routine. Starting a new exercise routine is often easy, but maintaining…

Ebola nemhirizhonga

Muchaneta Chimuka NYAYA dzemhirizhonga uye rusarura kuvanhu vane chirwere cheEbola dziri kuonekwa dzichiwanda zvikuru kunyika dziri kudunhu reWest Africa, uko kwanetsa denda iri. Mhirizhonga iyi inosanganisira kurohwa, kuuraiwa pamwe nekusemwa kwevanhu…

Mantas out to catch them young

Answer Sithole MANTAS Young Tennis Stars programme, an initiative that is set to identify young talent, saw 38 children under the age of eight enrolling last Saturday at Mutare Girls…

Taxi driver wilfully infects girl with HIV

Lovemore Kadzura AN HIV-positive Rusape taxi driver has been arrested for deliberately infecting a 15-year-old girl with the virus following a series of unprotected sex sessions. Arthur Rusinga (33) of Mabvazuva…

Reminder to renew 2015 Environmental licences

This serves to remind, our valued clients and stakeholders to renew Environmental licences for 2015, as provided in the categories below: Solid waste Effluent discharge Hazardous waste Hazardous substances Sand…

TOP 100 2014 Grade 7 Schools

Position Centre Name Candidature %Pass Rate 1 Mutare Probation Primary 7 100 =1 Waterfalls Primary 40 100 =1 Redcliff Primary 152 100 =1 Old Windsor Primary 62 100 =1 Hippo…

Chikomba chaamai kudare

Hardway Nyakuwarwa MWANASIKANA akazvuvira chikomba chaamai vake kudare achida kuti chibhadhare mari yemendenenzi yekuchengeta munin’ina wake. Emma Nyasha Gwande akamhan’arira Vincent Mapeza achiti haasi kuchengeta mwana waakaita naamai vake vasati vashaika…

×
×