Bumha renyuchi pamba!

SVONDO rapfuura pandakanyora nezveshasha yetsiva Charles Manyuchi handina kuziva kuti ndiri kukoka nyuchi mhenyu chaidzo kumba kwangu.

Zvipfeko zvakare nezvemazuva ano

Ticha Danga KARE kare pasi pacharohwa nenyundo vanhu vaisapfeka nhumbi sedzava kupfekwa mazuva ano. Vanhu vaisimira muviri wose asi kuti vaigadzira matehwe opfaviswa kugadzira dzainzi nhembe. Nhembe idzi dzaiva dziina…

Masvingo City gets council boost

Walter Mswazie in Masvingo ZIFA Eastern Region Division One side Masvingo City received a boost after Masvingo City Council offered to avail a grant for the club’s expenses for the…

Ndiri musikana ane makore 18 ndodawo mukomana wekushamwaridzana naye . . .

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu ndakawana wandaida saka vamwe varume chirega henyu kufona pa0774 868 819. Ndapota hangu nekuti ndave naye murume wangu anondida chose.

UMAA yosimudzira mabasa emawoko

UMAA Institute College of Agriculture iri kusimudzira mabasa ekurima munyika kuburikidza nekufundisa vadzidzi kurima nekuchengeta zvipfuyo izvo zvinogona kuzovapa pundutso mune ramangwana.

‘Muchafondokera marara pose-pose’

GURUKOTA rezvenharaunda, mvura nemamiriro ekunze, Cde Oppah Muchinguri-Kashiri, vanoti munguva inotevera pachange pave nemutemo wekuti wose anobatwa achirasira marara pose-pose anotongerwa kunofondoka pasina mubhadharo nedonzvo rekuchengetedza

Sekai anopona neburi retsono

‘NATSA KWAWABVA” naMusi Gloriosa Katerere (109-110) Ongororo (Enderero mberi):

‘Mayunivhesiti nemakoreji achatekeshera nyika yose’

HURUMENDE ine hurongwa hwekusimbaradza budiriro iripo munyaya dzedzidzo kuburikidza nekuti purovhinzi yoga-yoga munyika ive neyunivhesiti, koreji inodzidzisa varairidzi neinofundisa mabasa emawoko (polytechnic).

Maporofita musagoche dzihwa

IMBWA HAIHUKURE SADZA ZVIRI pachena kuti munhu unogona kuurayiwa nevanhu vachiti vari kukunamatira nezita raJesu! Asi Jesu haana kuuya kuzouraya kana kuremadza vanhu, asi aishandisa simba rake kuporesa vanorwara.

Copa Coca-Cola kicks off

Ricky Zililo Senior Sports Reporter DEWURE High School in Gutu district today hosts the launch of the hugely popular annual Copa Coca-Cola National Association of Secondary School Heads (Nash) football…