‘Ndinohayisa zvidhoma, sandawana’…Ndine zvekupfumisa, kuuraya’ …‘Ukasabhadhara unoona moto’ …‘Inhaka kuvana vangu’
Kingstone Mapupu N’ANGA yekwaKaterere, kuNyanga North, mudunhu reManicaland, iri kubuda pachena kuti ndiyo inopa vanhu zvidhoma kana zvikwambo zvinokonzera matambudziko mumhuri uye mamwe emaporofita makuru emuno anoenda kwairi vachinopihwa masimba…
Vatori venhau vakachiona…Vakaperekedzwa rwendo nezvipoko
Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza svondo rapera vakapona neburi retsono vari kuRwenya, kuNyamapanda, mudunhu reMudzi, apo vakanozorora musango rine zvimbambaira nekusaziva mushure mekunge motokari yavo yafa vari pabasa. Pakaitika izvi, munyori…
Police blitz nets more smugglers
Post Reporters POLICE blitz in Rusape and Mutare intercepted trucks carrying an assortment of contrabands that had been smuggled from Mozambique and destined for the black market in Harare. The…
‘Zvangu zvikwambo zvinodhura’. . . unomupa mota, mombe kana musvo
Kingstone Mapupu ZVIDHOMA kana kuti zvikwambo zvinonzi zvine mutengo uri pamusoro chaizvo uyo unogona kutangira pa$250 kusvika $1 000 zvichisiyana nebasa razvinenge zvichida kuzoshandiswa. Vamwe vanozvida vanotobhadhara nepfuma yakaita semombe…
Opura mari nenguruve, mombe
Muchaneta Chimuka CHIRONGWA cheHurumende icho chakananga kuvandudza upfumi hwenyika chinobudirira chete kana pakava nekushanda nesimba, zvikuru munyaya dzekurima sezvo muri imo mune hwaro hwebudiriro yeZimbabwe. Mashoko aya akataurwa namuzvinabhizimusi wekuNorton, VaLangton…
Non-payment of bills bleed councils
Abel Zhakata Senior Reporter ALL the 32 urban councils in the country are operating in the red because they are collecting less than 50 percent of bills charged, a situation…
‘Pane nyaya, ngazviongororwe’
Muchaneta Chimuka CHIREMBA wezvechivanhu wekuChiredzi, Sekuru Jonathan Shonhiwa Mupamombe, vanoti mombe ikabereka mhuru mbiri kana nhatu panguva imwe chete zvinogona kushura sezvo zvisingagare zvichitiika. Mashoko avo anotevera kubereka kwakaita mombe yemumwe…
30 companies seek to dodge retrenchment payouts
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter THE Zimbabwe Congress of Trade Unions (ZCTU) has referred to the Retrenchment Board more than 30 companies seeking exemption from paying retrenchment packages to dismissed…
Mozambique govt, Renamo agree deal
Maputo — The Mozambican government has agreed to make constitutional changes that will allow the opposition National Resistance Movement (Renamo) to govern in six provinces where it won majority votes…
Matchfixing hearing for Beefy&Co
Ricky Zililo, Senior Sports Reporter SUSPENDED Bulawayo City technical members will on Monday appear before the club’s disciplinary committee facing charges of match-fixing.











