Mabikirwo embambaira
VANHU vazhinji vanofarira kudya mbambaira zvikuru, kunyanya kana vachinwira-nwira nesvutugadzike kana nemvura. Svondo rino Mai Anna Stella Chipongo vekwaMutare, vanotsanangurira mabikiro avanoita mbambaira. Zvinodiwa: Geza mbambaira nemvura yakachena nekuti dzinogona kunge…
Shona tinotsvunha: Kwenda High
Daphne Machiri KWENDA High School, iyo iri kuChikomba, ishasha pazvidzidzo zveShona izvo zvaona vana vepachikoro ichi vachibudirira pabvunzo dzeA-Level nechikamu che100%kubvira gore ra2010. Muhurukuro nemukuru anoona nezvezvidzidzo zveShona pachikoro ichi, VaEdwell…
Charles Manyuchi opinda muhondo!
Abel Ndooka MANEJA weshasha yepasi rose yeWorld Boxing Council Silver Welterweight, Charles Manyuchi, anoti mutambo wake wesvondo rino neChishanu naJose Agustin Feria wekuColombia uyo uchaitirwa muguta reHarare wakakosha zvikuru kunyangwe…
Desiltation for Macheke area
Lovemore Kadzura Rusape Correspondent THE Macheke Sub-Catchment Council has embarked on massive desiltation programme on a number of rivers and dams under its management in a move aimed at
Ongororo yezvirwere zvisisadaire mishonga
Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakatanga chirongwa chekuita tsvakiridzo yehudzamu hwezvirwere zviri kuramba kurapika nekusadaira mishonga nedonzvo rekuti paitwe ongororo yezviri kukonzera izvi. Vachitaura pamusangano wavakaita nevatori venhau muHarare, uyo wakarongwa nesangano reFood…
Mamelodi Sundowns out to defy lightning adage
The old saying that “lightning never strikes the same place twice” is a myth that coach Pitso Mosimane believes his Mamelodi Sundowns charges can defy when they meet Zamalek in…
Zuru rakapinda nyoka!
MUTUNGAMIRI weMDC-T Morgan Tsvangirai vanoita kunge pwere ivo vave munhu mukuru, kana musoro watochena imvi. Hazvidi kuti munhu angonzi akura nekupfeka mabhurugwa kana marokwe makuru bedzi.
Min of Education embraces scouts
Senior Reporter GOVERNMENT through the Ministry of Primary and Secondary Education has given thumps up to operations of the Scouts Movement in helping mould innovative, complete
Madingindira mungano
Munyaradzi Gunduza 4. Munyori anoburitsa sei madingindira anotevera muna Ndiko Kusasana? (a) mari (b) kunyengedza (c) basa (d) kudhakwa (e) upfambi (f) nzendo. [25] Dingindira ipfungwa huru dzinowanikwa munyaya zvekuti tikadzibvisa,…
Mat South acting Provicial Administrator resigns
Richard Muponde, Gwanda Correspondent MATABELELAND South acting Provincial Administrator, Mr Peter Moyo yesterday relinquished his post to take up the position of chief executive officer for Beitbridge Rural District…





