T20 leagues threaten new international schedule
BURGEONING domestic T20 leagues are becoming obstacles as cricket administrators try and find a way to make Test and ODI leagues work in a new international calendar. And more than…
T20 leagues threaten new international schedule
BURGEONING domestic T20 leagues are becoming obstacles as cricket administrators try and find a way to make Test and ODI leagues work in a new international calendar. And more than…
Kuita semuonde wakatukwa!
RIMWE zita ramai vaMukwende ndiMharidzo. Nokuti vakazvarwa panguva yakange ichipararira chiKristu muZimbabwe. Ndokusaka mune zvimwe zvinyorwa pachinge pane kakuparidza, nokuti vokwedu vanoti, “Chosiya huyo, chokuya nei”, vamwe
Kuchengetedza zvasara pakurima
. . .Zvinhu zvasarira ngazvibatwe zvakanaka nguva dzose Ivan Craig — KURIMA ibhizinisi nekudaro tinofanira kuchengetedza mari kuburikidza nekuchengetedza zvatinoshandisa. Murimi kana achitenga zvekushandisa mwaka wega-wega anofanira kutanga agara pasi…
Zvidhoma zvinodhura mudhara!
naIgnatius Mabasa — KUNE vanhu vanotya Satani kunge vapindirwa mumba nenyoka. Asi Satani haana simba kunze kwekunge maita sungano kana zvibvumirano naye. Kune vanodada nehuroyi nekuti huroyi hwavo hunoita kuti…
Vakasungirwa kuitisana nharo
Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vekuChitungwiza, avo vakange vari kupomerwa mhosva yekutuka mupurisa mushure mekunge aedza kupomhodza nharo dzavakange vachiitisana pamusoro pemabhanga, vakabuda mudare vaine mufaro mushure mekunge
Zvimbokoma zvemagadhi
Muchaneta Chimuka — BONGOZOZO pakati pevarume vaviri vanoshanda sevarindi (magadhi) vemakambani akasiyana kuChitungwiza, iro rakamuka mushure mekutadza kunzwisisana, rakazopedzisira raita kuti mumwe atemwe nesimbi mumusoro ndokukuvara zvakaipisisa.
‘Akashandisirwa mhiko’
Kingstone Mapupu — MUKURU wesangano rinomirira chechi dzechipositori reApostolic Christian Council of Zimbabwe (ACCZ), Archbishop Johannes Ndanga, vanoti sangano ravo harikurudzire maporofita kuti vashande vachitsaudzira zvakaita sekuita mhiko dzinoita
Mana��s organ swells on honeymoon
. . Sukoluhle Ndlovu HEa��S not Scottish, he just has swollen balls!
Political violence: Police hunt for violent MDC supporters
INCOMING European Commissioner to Zimbabwe Mr Aldo Dell’Ariccia yesterday acknowledged the existence of a free Press in Zimbabwe and pledged to normalise strained relations during his term here.




