Prime Seed yosimudzira varimi
Muchaneta Chimuka — KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu yemiriwo yakasiyana yePrime Seed Co yodzidzisa zviuru nezviuru zvevarimi, vanamuzvinhabhizimisi nevadzidzi vekumakoreji ezvekurima kurima kwakanaka kunopa pundutso.
Baba nemwana vorwira ‘mudiwa’ muzukurusikana
— Pakatozvarwa kamwana Kingstone Mapupu — BABA nemwanakomana wavo vekuGokwe vanonzi vari kurwira muzukurukadzi wavo uyo wavari kudanana naye vose uyo ane mwana waakaita asiri kuzivikanwa kuti ndewani pakati pevaviri ava.
Weti yegudo ‘chamvari’
— ‘Mupfuhwira wakapenga’ — ‘Asi zvine matambudziko’ Muchaneta Chimuka — MUNYAYA inoshamisa zvikuru, vamwe vanhu — varume nevakadzi —vanonzi vari kuita chipata-pata kutenga weti yegudo pamusika vachinzi inobatsira vanodanana kana vari “muimba…
‘Kukumbira tanyanya, zvave kutonyadzisa’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE mudzimai anoti murume wake ane nungo dzinonyadzisa sezvo asingade kushandira mhuri yake uye vanotorarama nekupemha rubatsiro kuchechi zvekuti pari zvino ave kunyara kuramba achingokumbira.
President rejects insurance Bill
Mashudu Netsianda, Senior Reporter PRESIDENT Mugabe has rejected the ZEP-Re (Membership of Zimbabwe and Branch Office Agreement) Bill, which sought to pave the way for one of Africa’s leading insurance…
Liquid Telecom launches new Wi-Fi roaming hub
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter TELECOMMUNICATIONS group Liquid Telecom has launched a new Wi-Fi roaming hub that enables operators and Internet Service Providers (ISPs) to access its network of public…
Gabriel’s Naija connection
Ricky Zililo, Senior Sports Reporter HIGHLANDERS striker Gabriel Nyoni has been invited for a two-week trial stint by Lagos-based Nigerian National League side C.O.D United FC.
‘Tambai bhora vakomana’
Abel Ndooka — NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kunhandare yeNational Sports Stadium muHarare uko chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors chichasangana neLiberia mumutambo wacho wekurwira tikiti rekuenda ku2019 African Cup of…
Zim changing Africa’s social climate
Obi Egbuna Jr While US-EU imperialism’s global media apparatus and its neo-colonialist converts made a feeble yet predictable attempt to mock President Mugabe’s visit to Cancun, Mexico, for the UN…
Zim changing Africa’s social climate
Obi Egbuna Jr While US-EU imperialism’s global media apparatus and its neo-colonialist converts made a feeble yet predictable attempt to mock President Mugabe’s visit to Cancun, Mexico, for the UN…










