Talen aim for Chiefs’ scalp

Ricky Zililo, Senior Sports Reporter TALEN Vision are threatening to burst Southern Region Division One League leaders Bulawayo Chiefs’ bubble when they face off in a potentially explosive encounter at…

‘Chikiribidi kumashoo bodo’

Malven Mugadzikwa — VARIMI vokurudzirwa kuti vasaite chikiribidi chekuendesa zvirimwa zvavanenge vatenga kumakwikwi eshoo asi kuti vakwikwidze nezvavanenge varima voga.

‘Amai vanodanana nemurume wangu’

Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahadzika zvikuru apo mumwe mudzimai akati amai vake vakamurova mushure mekunge iye amhan’arira murume wake kumatare nenyaya yemendenenzi vachiti haafanire kudaro nekuti uyu…

Gallery to revive John Knight Cinema

Nhlalwenhle Ngwenya The National Art Gallery in Bulawayo has partnered with the Institute of Creative Arts for Progress in Africa to revive the John Knight Cinema (JKC) which seized operating…

Vorwira vatengi pamusika

Lizzy Mushoriwa — NYAYA yekurwira makasitoma epamusika pakati pemadzimai maviri yakapedzisira yasvitswa kumatare emhosva. Tafadzwa Masomo akaudza dare reHarare Civil Court kuti Debra Musambidzi ari kumushungurudza pamusika pavanotengesera vose

Zvakakosha pakureva mendenenzi

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — VANHU vazhinji vanoendesa nyaya dzavo dzemendenzi kumatare edzimhosva vanenge vakazvimirira. Nokudaro chinyorwa chino chinofundisa veruzhinji kuti vangareva sei mendenenzi vachibudirira apo vanoenda mumatare edzimhosva.

Kuparidza simba reweti yegudo

naIgnatiusMabasa — HUPENYU hune tsika yekubheurira marara ahwo pachivanze chako iwe uchangobva mukutsvaira. Kuitawo here ikoko? Pakadai ndipo paunonzwa hasha zvekuti kana ari munhu unomuudza kuti, “Uri imbwa yemunhu!”

Kudya kune utano

Ticha Danga — MISHONGA yose yotowana muzvipatara mazuva ano inobva mumakwenzi ari mumatunhu atinogara kunyanya mumaruva. Nokudaro kurwararwara kwaiva kushoma nekuti vanhu vakare vaigara vadzivirira zvirwere nekuda kwezvavaidya.

Chakachaya muPsl

Abel Ndooka — KUNOTSVA demo kugosara mupinyu vhiki rino neMugovera neSvondo apo zvikwata zvemuCastle Lager Premiership zvichange zvichikwikwidza kuti zviende pamusoro pelog.

Ongororwai gomarara

Lovemore Makurirofa — ZVAKAKOSHA kuti vanhu vange vachivhenekwa chirwere chegomarara, zvikuru munyika dzichiri kusimukira semuZimbabwe munova machakatekeshera.

×
×