Botswana businessman hails Zim
Kiyapili Sibanda, Business Reporter ZIMBABWE remains a favourable investment destination as it still has basic infrastructure to support business growth, a visiting Botswana businessman has said.
Zim-Asset ngaive ndiyo jakwara
VARI kumaruwa, kana vanoshanya kumaruwa, yasvika nguva yemajakwara, nguva yemukombe wehwomusungwa kana hwematanda. Vasingadi zvokuraradza vanoita zvemahewu. Vanenge vachidya namambo.
Otongerwa kupumha muvakidzani huroyi
Muchaneta Chimuka — CHEMBERE yekuChitungwiza yakamiswa mudare redzimhosva reko ichipomerwa mhosva yekunanga muvakidzani wayo huroyi ichiti akadya vanasikana vayo vaviri, uye pari zvino ave kuda kudyazve iye.
Zinwa ordered to restore water to Gwanda mine
Mashudu Netsianda, Senior Court Reporter THE High Court has ordered the Zimbabwe National Water Authority (Zinwa) to immediately restore water supplies from Blanket Dam in Gwanda town to Vumbachikwe Mine.
Kuda hondo kwaKuda
Munyaradzi Gunduza — MHENENGURO yekudyidzana kwemusoro webhuku nerungano: Musoro webhuku iri unotsigirwa nevatambi vakasiyana-siyana. Kuda kufarira chinhu. Muhondo zvinhu kana zviitiko zvaiwanikwa munguva yehondo yeChimurenga. Kupinda kunoita Kuda muhondo yeChimurenga…
Vopura mari neruninga kuGokwe
Kingstone Mapupu — CHIRIMWA chitsva cheruninga icho chinonzi hachidi zvakawanda pakurima uye chinopa mari zhinji kana chikatengeswa chokurumbira kumatunhu akasiyana munyika ayo anosanganisira kuGokwe.



