Mabhonzo mumuriwo wetsunga
NYAMA yemabhonzo emombe yakasangana nemuriwo wetsunga zvikanyatsobikwa zvine huyanzvi kudya kunonaka zvikuru.
hiv negomarara
VAMWE venyu munogona kunge makaverenga musoro wenhau mumapenhau nhau waive wakanzi: ‘Hurumende ichaendesa mari yeAIDS Levy kurwisa gomarara’ mukashamisika kuti asi zveHIV neAIDS zvasiiwa here?
Wanano haidi kugedageda
KUBVIRA makare-kare, wanano chinhu chaikosheswa zvikuru uye zvaitorovesa hana kunzwa kuti mudzimai wemunhu ari kuita gumbo mumba gumbo kunze.
Dzidzo ngaiumbe vana – Kateera
Malven Mugadzikwa — MUKURU wedzidzo muHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vanoti mubatanidzwa wezvidzidzo zveScience, Technology, Engineering, Arts neMathematics (STEAM) unofanirwa kusimbaradzwa pamwe nekuvandudzwa sezvo iri iyo nzira
dambudziko rinouya nekuzvara
Muchaneta Chimuka — MAI Irene Mlambo (67) vekuMushumbi Pools, kwaShe Chipuriro kuDande, ndemumwe wemadzimai aishuvirawo kubata vana mumawoko avo uye vachirarama upenyu hunofadza. Asi izvi zvakakona apo vakasangana nedambudziko rekubvaruka…
Nhoroondo yemurimi mudiki
Buhle Nkomo — “NDAKATANGA kurima fodya ndiine makore 23 okuberekwa. Makore matatu andarima fodya ange azere nekushanda nesimba pamwe nekuzvipira. Kurima fodya kune pundutso,” anodaro Simbarashe Nyakurimwa (26) uyo anorima…
Champions League handi dambe: Mubaiwa
Abel Ndooka — VATSIGIRI venhabvu vachiri kushushikana zvikuru kuti chii chaizvo chakatadzisa chikwata cheCAPS UNITED kufambira mberi mumutambo weCAF Champions League zvichitevera kukundwa kwachakaitwa svondo rapera neUMS Alger 4-1.
Anonwisa zvikomba weti
— kudzivirira runyoka — ‘Murume wangu anovaziva’ Kingstone Mapupu — MUKADZI akaroorwa wekwaMakumbe, kwaChinhamora, kuDomboshava ari kubuda pachena kuti ane zvikomba “jahwi” uye chimwe chacho pari zvino anonzi ari kutochinwisa weti…
satanism ‘sweets’ pachikoro
Ray Bande — MAPURISA anoona nezvekudzivirirwa kwemhirizhonga akazoshevedzwa pachikoro cheNyanyadzi High School, kuChimanimani, neMuvhuro svondo rino apo vana nevabereki vaidya marasha vachida kuti mumwe mudzidzisi wechikadzi
‘Ngwarirai Avian Influenza’
Munyori weKwayedza — SANGANO revarimi vanochengeta huku dzechivanhu reZimbabwe Free Range Poultry Association (ZFRPA) rotsigira chirongwa cheHurumende chekuvandudza hupfumi hwenyika kuburikidza nekudzidzisa varimi machengeterwo eshiri










