Gomarara redundiro
SVONDO rapera takatsanangura pamusoro pegomarara remuchibereko, iro riri kukonzera zvirwere pamwe nendufu kune mamwe madzimai muZimbabwe.
Talia akadadisa kuUs
— Mwana wepaDominican Convent akadzoka nemenduru mbiri Abel Ndooka — KASIKANA kane makore 10 okuberwekwa ako kari kuita Grade 7 pachikoro cheDominican Convent, muHarare kari mudenga rechinonwe zvichitevera kuhwapura kwakakaita menduru…
Maporofita rudzii anoita zvakadai?
MAZUVA ano pane nyaya dzakawanda dziri kubuda pamusoro pemaporofita nemafundisi vari kutsaudzira mubasa ravo izvo zvinoita kuti vapedzisre vave kuita chehupombwe.
ndakamitisa vakadzi vevanhu: muporofita
‘. . . mumwe wacho kaviri’ Kingstone Mapupu — MUPOROFITA ane mukurumbira weJohane Masowe yeJerusarema yeMbiya uyo anobva kwaMangwende, kwaMurehwa ari kudura kuti aiva mbavha gororo remakoko uye achiita hupombwe…
Vavakidzani vopumhana huroyi . . .
—‘une nyoka inodiridza mumunda’ — ‘Vanondivengera kuva hurudza’ Gamuchirai Muzanenhamu — VAVAKIDZANI vakadhonzerana kumatare edzimhosva vachipomerana huroyi apo mumwe ari kunzi ane nyoka inomudiridzira zvirimwa zvake mumunda izvo zvinoita kuti ave…
Tipeiwo mukana: Shereni
Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu zvikwata zvinoti maWarriors, Dynamos FC uye Nantes yekuFrance – Harlington Shereni – anoti hutungamiri hwenhabvu hwemuno hunofanira kushanda nevanhu vakaita saBenjani Mwaruwari naPeter
obuda majuru nemasvosve achifamba
‘Ndakagadzirwa nemudzimai wangu’ Kingstone Mapupu — MURUME wekuGuruve, kuMashonaland Central, asi achigara kuUnit N kuChitungwiza, ane dambudziko rake oga — anoti ari kutevera nekusikarudzi yake sezvinoita vanhukadzi.
muporofita akabatwa nerunyoka
— ndokunwiswa weti pajekerere Kingstone Mapupu — MUPOROFITA mukuru wechechi yeJohane Masowe weChishanu wekwaNyamande, kwaChinhamora, kuDomboshava anonzi akabatwa nerunyoka mushure mekunge ashereketa nemudzimai wemuridzi izvo zvakazoita kuti anwiswe weti yemukadzi…
‘Vakadzi’ venyoka vodanwa namambo
Kingstone Mapupu — VAMWE vevakadzi nevarume vekwaMambo Svosve, kuMarondera — avo vanoti vari kuoneswa pfumvu nenyoka iri kushinha navo pamadiro — vakazodeedzwa kudare ramambo weko zvichitevera kubuda kwakaita nyaya iyi…
Chibage chemuchando chinoyambutsa
. . . kunyanya kana iri ‘Fire Cracker’ ne’Casa Banana’ Philip Matombo — TINOKUKWAZISAI varimi muchirongwa chedu cheMudhumeni Mukuru apo tinokurukura nekudzidzisana nhau dzekurima. Kuti bhizimisi rekurima rinakidze, mari inofanira…











