Ndiko kufirwa here?

MUBVUNZO: Makasimba here sekuru? Ndiri murume ane makore 46 okuberekwa, mudzimai wangu akashaika makore adarika uye ndikamuchema kwegore rese. Zvino ndave kuedza kutsvaga mumwe mukadzi asi dambudziko nderekuti ndikawana wekufambidzana…

Mudzimai wemunhu chiname na’prophet’

Lizzy Mushoriwa — MUKADZI wekuendesa murume wake kudare achiti anomurova pamwe nekumurambidza kuenda kuchechi akashaya pekupinda apo akanzi ane katsika kekupa muporofita wekuchechi kwake bhasikoro remurume wake izvo zvinoita kuti

Akabongomora kuchema mudare

Lizzy mushoriwa — MURUME samusha akabongomora kuchema mudare nekuda kweshungu achiti aimbova mudzimai wake anomurova pamwe nekuudza vanhu kuti ane chirwere chemukondombera.

Dzimwe mhando dzerondedzero

Ticha Danga — KUNE mhando dzakasiyana-siyana dzerondedzero idzo tinogona kunyora kana kusangana nadzo mubvunzo nokudaro tinofanirwa kuva neruzivo rwakakwana rwemhando idzi kuti ndyaringo dzedu dzigobuda zvakanaka apo tinenge tonyora. Kune

Makharani ngemuchiNdau

NDAUWE ndauwe! Takumanahe muchirongwa chedu chetinoreketa ngetsika neunhu hwedu hwechiNdau. Nyamashi tinode kureketa teikumuchire gama rinoti “makharani”.

Kufumuka kunge seat remukombi

naIgnatius Mabasa — PANE murume akaita mharidzo yaiperekedzwa nevhidhiyo yemunhu ari kumhanya zvinotyisa. Murume uyu aiita mharidzo inenge nhetembo achikurudzira vanhu kuti vatize.

Chikoro chakavandudzwa

Daphne Machiri — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima vanoti Hurumende iri kuvandudza zvikoro zviri kumapurazi uko kwakagariswa vanhu patsva nedonzvo rekuti vana veko vawane mukana wekudzidza sevamwe.

Zvakakoshera magwaro ekuzvarwa

Danai Chirawu — IKODZERO yemwana wose kuti ange aine magwaro ekuzvarwa kwake (birth certificate). Kupa mwana zita inzira yekumuzivisa kunyika asi izvi zvinofanira kuzozadziswa nekumutorera magwaro ekuzvarwa.

‘Command Agriculture huchi’

Kingstone Mapupu — MUMIRIRI weBindura South mudare reNational Assembly, Cde Remigious Matangira, vorumbidza chirongwa cheHurumende chekubatsira varimi nezvekushandisa cheCommand Agriculture vachiti chakakosha zvikuru mukusimudzira hupfumi

Zvisingatendeseki

Munyaradzi Gunduza — 3. NDEZVIPI zviitiko zvisere zvaungati hazvitendeseki zvinowanikwa muna Museve Usingapotse? Tsigira mhinduro yako zvizere. [25]

×
×