Gold reserves to back currency
From George Maponga in CHIREDZI Government is building diamond and gold reserves to back the local currency upon its re-introduction in future, Vice-President Emmerson Mnangagwa has said. VP Mnangagwa refused…
‘Speak with one voice’
Collen Murahwa Herald Reporter— Defence Minister Dr Sydney Sekeramayi has hailed Government’s Special Maize Programme for Import Substitution, also known as Command Agriculture, as a major success while imploring Cabinet ministers…
Kumachechi kuri kuitika zvikukutu
SVONDO rino tine nyaya inorovesa hana nekusuwisa zvikuru, nyaya yekuMhondoro yemitumbi miviri inoti wababa newemwanakomana wavo — iyo inonzi yakaworera mumba mushure mekunge mumwe wevashakabvu asiya ataura kuti
90 ‘days’ vachirara nezvitunha zviviri
. . . vasingageze nekudya sadza ‘. . . ndiko kuti vakafa vazomuka’ Kingstone Mapupu — ZVITUNHA zvevanhu vaviri — chababa nechemwanakomana wavo — zvange zvakavharirwa mudzimba kwemwedzi mitatu nechidimbu…
‘Dzidzisai vana tsika nehunhu’
Malven Mugadzikwa — MAMBO Seke, VaStanely Chimanikire, vanoti zvakakosha kuti zvikoro zvibatsire mukudzoreredza vana kuburikidza nekuvadzidzisa hunhu, tsika nemagariro anoyemurika.
Tachoboka: Zifa
Abel Ndooka — SANGANO reZimbabwe Football Association (ZIFA) rinoti harina mari yekuti rigadze murairidzi wemaWarriors sezvo richizokundikanda kumutambirisa mwedzi wega-wega.
Gango rehuku mutakunanzva
GANGO — unove musanganiswa wenyama yakasiyana seyemombe, yembudzi, yehuku kana yenguruve nemuriwo — raita mukurumbira munzvimbo dzekutandarira.
Cde Chinx vorangarirwa
Abel Ndooka — MWANAKOMANA wemukoma wemushakabvu anove gamba rehondo yeChimurenga – Cde Dickson ‘Chinx’ Chingaira – Norest Magede, anotsidza kuti achashanda nesimba kuti arambe achisimudzira mhanzi yavo.
Chikwata chotsvaga rutsigiro
Kingstone Mapupu — CHIKWATA chevaimbi vechidiki vari kusimukira chemusambo weZim-dancehall cheStreet Vibezz International chiri kuDomboshava chinoti basa racho harizi kufamba zvakanaka nekuda kwekushaya rutsigiro.
zvidhoma zvopandukira ‘shefu’
Kingstone Mapupu — CHEMBERE yemubhuku raMasiyambiri, kwaSvosve mudunhu reMarondera, inoti yaoneswa ndondo nezvidhoma











