vorwira tsvina yembwa

Gamuchirai Muzanenhamu — VAVAKIDZANI vaviri vakamisidzana mudare redzimhosva vachirwira nzvimbo yekugara pamwe chete netsvina yembwa iyo inonzi iri kukandwa pamba pemumwe.

Mibvunzo inogona kukubatsira

Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinopedzisa nekukupai zvinoreva mazita emamwe magamba nemibvunzo inogona kukubatsirai kuita gadziriro dzenyu dzebvunzo takanangana nepepa ramunonyora reuvaranomwe.

Tinotsigira dzidzo: nash Paints

Gamuchirai Muzanenhamu naMalven Mugadzikwa KAMBANI inogadzira nekutengesa pendi yeNASH Paints inoti yakazvipira kutsigira dzidzo yemuZimbabwe.

Bhuku idzva reGrade 7

BHUKU idzva richangoburwa reVentures Agriculture Revision Grade 7 rakanyorwa naG. Mujajati naT.G. Kombora rikatsikiswa neCollege Press Publishers gore rino. Bhuku iri rakanyorwa nedonzvo rekubatsira vadzidzi vedanho rechinomwe kupuraimari avo vave…

Guva haripiswe: Chisanyu

Munyori weKwayedza — NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano reZimbabwe National Practioners Association (ZNIPA), Sekuru Friday Chisanyu, vanoti pachivanhu, kana murume afirwa, anofanira kumbowana nguva yekuchema

Mvura, kushambidzika ikodzero yevanhukadzi

Geraldine Nyaku — MADZIMAI nevanasikana vari panyatwa huru nekuda kwenyaya dzemhirizhonga dzinosanganisira kurohwa uye kumbunyikidzwa pabonde apo vanenge vari kutsvaga mvura nezvimwe zvekuzvishambidza nazvo.

ZRP Tomlinson yakatenga bhazi

Muchaneta Chimuka — CHIKORO cheZRP Tomlinson Depot Primary School chiri muHarare svondo rino chakapihwa chipo chebhazi rinokosha $169 000 kubva kumapurisa eZimbabwe Republic Police.

Maitiro aPondai

Munyaradzi Gunduza — 9. NDEAPI matanho mashanu anotorwa naPondai pakupamba umambo hwaMambo Chakaingesu muna Museve Usingapotse? Tsigira mhinduro yako uchiratidza kuti danho rega rega rinomubatsira sei. [25]

Zvidimbu zvezuva

 Ticha Danga — APO Nyadenga vakasika denga nenyika vakabva vatigonera nekutipa mucherechedzo wenguva kuti tigoziva misi nenguva yekuita zvinhu. Vakabva vatigadzirira zvidimbu zvenguva apo tinowana nguva yekushanda, nguva yekudya nenguva…

×
×