zvidhoma zvakaba us$900 pachikoro
— Vabereki vozviramba — ‘Panoitika mashiripiti’ — ‘Nyaya tiri kuiferefeta’ Kingstone Mapupu — MUNYAYA inoti kushamisa igoti kusetsa — zvidhoma zviri kunzi zvakaba mari yechikoro inosvika $933 iyo yaive yabviswa nevabereki pachikoro cheKanyoka…
Tisakanganwe chezuro nehope
NEMUSI weMuvhuro neChipiri svondo rino zvizvarwa zveZimbabwe zvakabatana mukucherechedza magamba akarwira rusununguko rweZimbabwe reHeroes Day pamwe chete nezuva remauto, reDefence Forces Day.
How to get started in investing in capital markets
We have looked at investing in capital markets in Zimbabwe, the basics of investing and why it is prudent to do so in this environment. We also looked at the…
‘Tinoramba tichipa chikafu muzvikoro’
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari Dr Lazarus Dokora vanoti chirongwa chekupa vana zvekudya muzvikoro chicharamba chichienderera mberi — mungave munguva yenzara kana yemaguta — sezvo chichibatsira zvikuru kuti vadzidze
orarisa murume wake mu’toilet’
Lizzy Mushoriwa — MURUME wekugara achirikitwa kurohwa nemudzimai wake akakwetsura mhere mudare achiti anozvambaradzwa pamberi pevana nevamwe vanhu uye pari zvino akatotiza mubhedhuru zvekuti ave kurara muimba yekugezera nokutya.
Nhoroondo yehurudza
Yvonne Mutava — MURIMI ane mukurumbira — VaMadyavanhu Odman (47) — vakatanga kurima fodya mugore ra2006 uye havana kuzombodzokera kumashure.
Chikwata chevanhukadzi chakavambwa
Abel Ndooka — CHIKWATA chenhabvu chevanhukadzi cheKwekwe Queens chekuKwekwe chakavambwa nguva pfupi yadarika nechinangwa chekusimudzira vanasikana nemadzimai vane tarenda remutambo uyu kudunhu reMidlands.
End of an era!…First generation insurers exit Market set for transformation n Industry in good hands: Nduna’
Business Writers One of the first companies to indigenise and set up successful regional businesses, Zimre Holdings, has embarked on a reorganisation exercise, which will ultimately result in its rebranding…
Shuramurove adzoka mudariro
Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo we- Afro-fusion, Chenjerai Shuramurove Maviki, uyo vazhinji vanoziva saShuramurove — anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatane mukutsikisa mimhanzi sezvo izvi zvichibatsira mukusimukira kweindasitiri iyi.
Kukaringa nyama yetoki
NYAMA yetoki kana kuti garakuni inonzi yakakosha zvikuru kuutano nekuti ine mapuroteni uye haina mafuta akawanda sedzimwe nyama.











