MITAMBO
Abel Ndooka — KAPUTENI wechikwata cheCAPS UNITED, Hardlife ‘Nairobi’ Zvirekwi, anoti vari parunamanzombe sezvo vari kurwira kuti vasaburitswe muPremier Soccer League.
Chii chinonzi Kaposi’s Sarcoma?
MUMASVONDO adarika takanga tiri kukurukura maringe nemhando dzezvirwere zvegomarara dzakasiyana uye kuti dzinorapwa sei.
Mukuwasha okumbira bonde
. . . kuna tezvara . . . uku kupisira’ Muchaneta Chimuka — IMBOFUNGA izvi. Murume ofirwa nemudzimai wake nhasi mushure mekunge arwara kwenguva refu. Kwangodarika mazuva maviri bedzi mukadzi…
Zvakachipa zvinodhura
SVONDO rino tine nyaya yemurume wekuBulawayo — uyo anonzi ari kuita basa rekuvhiya imbwa dzinenge dzauraiwa nevesangano rinoona nezvekuchengetedzwa kwezvipfuyo, reSociety for the Prevention of Cruelity to Animals (SPCA) —…
Akasungwa zuva remuchato
Gamuchirai Muzanenhamu — VAMWE samusha vanoti vakagurwa kunorira neaimbove mudzimai wavo uyo akavasungisa nemapurisa pazuva ravaichata nemukadzi wavo mutsva nenyaya yemari yemendenenzi, zvisinei nekuti vaive vabhadhara mari yose yavakatarirwa nedare.
Manhuchu ane dovi
MANHUCHU — chinove chibage chakasvuurwa kana kuti chakatswiwa chozobikwa — kana akabikwa aine dovi panobuda kudya kunovaka muviri uye kunogutsa zvikuru.
Akatekeshwa nesimbi vachirwira murume
Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekuti akatemwa kumeso nesimbi nemumwe mukadzi achimupomera kudanana nemurume wake ndokusara akuvara zvakanyanya ave kudunura kuti akapihwa mbonje yeupenyu hwose uye anoda kuti adzoserwe mari yaakashandisa
Ndiri ‘shefu’ wevaroyi: Mwana (13)
— ‘Ndini ndinovhura makuva’ Kingstone Mapupu — KAMWANA kasikana kanogara kwaRukweza, kwaMakoni kwaRusape, kari kudura kuti kanoroya zvemberi nedzimwe chembere dzemunzvimbo iyi — idzo dzinokatungamidza pamwe chete nevamwe vana pakuvhura makuva…
Kurima mavise ePrime Seed Co
Silas Mutota — KUKAMBANI yePrime Seed Co tine mbesa dzezvirimwa zvakawanda kubva kune dzinonyatsoita muchando kusvika kune dzinoita munguva yekudziya. Sezvo tave kupinda munguva yekudziya, ndinoda kutaura nezvechirimwa chinoita mumwaka
Chikomba chakanamira pamudzimai wemunhu
— ‘Ndapfidza, handichazviita futi’ Kingstone Mapupu — MURUME wekuMabvuku, muHarare — uyo asingabvire mukudanana nevakadzi vevanhu — “akazogadzikwa mudhishi” apo akanamirana nemudzimai wemuridzi pavaisasana kuEpworth, pashure ndokushaya sikarudzi yake zvachose.











