hayo marambadoro!

— Baba mumagumbeze evana pfe vari musvo Lizzy Mushoriwa MURUME saimba anonzi ane marambadoro zvekuti kana akadhakwa nedoro anofamba pamberi pevana vake ari musvo.

unfpa yobatsira vanhukadzi

Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA riri kubatsira madzimai nevanasikana nezvekushandisa panguva yekutevera uye midziyo nemishonga inoshandiswa muzvipatara pakusununguka.

Chirandu ovhura studio

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo weAfro-fusion neJazz Tongai ‘Chirandu’ Tarubona akavhura studio muguta reHarare iyo anoti ichashanda zvikuru mukubatsira vaimbi vari kusimukira.

vozorwa tsvina yevanhu

Kingstone Mapupu — VANHU vanoroja paimwe imba iri kuStodart Hall, kuMbare, muHarare havazi kudya rinopisa — zuva roga-roga vanomuka musha “wakashongedzwa” netsvina yevanhu — nyoro.

Seed Co yosimudzira Zunde raMambo

Simba Gotosa — NYAYA yekudya ndicho chimwe chezvinhu zvakaongororwa kuti hazvina zororo mukurarama kwevanhu nekudaro isu vekambani yenyu yeSeed Co tinoramba tichiburisa nhaurwa dzinobatsira murimi vhiki rega-rega.

‘Ndakarapwa gomarara muchivanhu’

Kingstone Mapupu — MURUME wemuHarare anoti akapedza makore mana achitambura negomarara repagumbo — iro akange anzi kuchipatara ridamburwe — asi rakazopera mushure mekunge ashandisa mishonga yechivanhu.

‘Anondirova nemapoto’

Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume akaburitsa mapoto maviri aanoti ndiwo anoshandiswa nemudzimai wake kumurova mumusoro uye ndokuti mapoto mazhinji ekumba kwavo haachashandisike sezvo akafonyoka apo

Vonamata vakabata mabhodhoro edoro

Daphne Machiri — MUPOROFITA wechechi yeChitenderano Apostolic Faith iri kuOld Tafara, muHarare ari kushandira vanhu zvine musiyano sezvo achishandisa mabhodhoro edoro ayo anenge achifuridzwa nevaanonamatira semhiko.

Chemhondoro High yotsvunha

Kingstone Mapupu — CHIKORO cheChemhondoro High School, icho chiri kwaMurehwa, chodadisa nekuva nevana vanotsvunha mumazamanishoni pamwe nekubudirira mumitambo yakasiyana.

‘ndinodanana nababa’

‘. . . mimba iyi ndeyavo’  ‘. . . amai vanotozviziva’ Kingstone Mapupu — MURUME anobva kuBuhera asi achigara kumindamirefu yekuBeatrice ari kuparika amai nemwanasikana wavo wekubereka mbune — avo…

×
×